30.04.2022 Views

Mosi oa Tunya Review Issue #3

You also want an ePaper? Increase the reach of your titles

YUMPU automatically turns print PDFs into web optimized ePapers that Google loves.

Kiti dziya dzichitaura, mai vezvigonzo

nyengu mudura muya. Kiti mbiri

ndokuvauraya nevana vavo, ndokudya

vachifara chose.

Mbuya Sophia Wekwete vanga vari mudzidzisi vemakore

akawanda. Vakafundira kuita mudzidzisi weDomestic

Science KuMorgenster Mission kuMasvingo. Vakadzidzisa

muzvikoro zvakawanda mudunhu rokwaGutu.

Mbuya Wekwete vanga vakadzidzira zvakare, Braille,

yavakadzidzisa kwechinguva paCopota School for the

Blind. Pamusoro peizvi vanga vari munhu akabata

nemadzimai amasangano akawanda, vachivadzidzisa

kubika, kuruka, kusona, nekuumba hari. Mbuya Wekwete

vaifarira kuimba vari muchoir vachitungamirira madzimai

eRuwadzano nebato revarwi muReformed Church.

Pamusoro pezvese izvi, Mbuya Wekwete vaifarira kunyora.

Vakanyora dzimwe ngano dzakatsikiswa nedzimwe zvinji

dzavakasiira mhuri yavo. Mbuya Wekwete vakashaika

mugore ra2019, vakasiya vana navazukuru vanoramba

vachinakidzwa nengano dzavo.

FEATURED

ARTIST

& POET

Lin Barrie

P

A

G 40

E

Hooray! Your file is uploaded and ready to be published.

Saved successfully!

Ooh no, something went wrong!