to download the PDF file. - Media Monitoring Project Zimbabwe
to download the PDF file. - Media Monitoring Project Zimbabwe
to download the PDF file. - Media Monitoring Project Zimbabwe
Create successful ePaper yourself
Turn your PDF publications into a flip-book with our unique Google optimized e-Paper software.
Ongororo ye

Zviri Munhau

Sangano reBAZ rorambira netsamba

dzevatambi vatsva mune zvekutepfenyura

...zvava kutyirwa kuti ruzivo urwu rwungangobiwa rwopihwa kune

vanotepfenyura vakarerekera kubato reZANU PF

Sangano rezvokutepfenyura reThe

Broadcasting Authority of

Zimbabwe (BAZ), iro rakaumbwa

nenhengo dziri kukonzera kuti pave

negakava muhurumende

yomubatanidzwa, riri kuramba rakabata

mashoko akakosha anoda kuzivikanwa

neruzhinji pamusoro petsamba

dzakanyorerwa nevatambi vatsva

vanoda kupinda mune

zvokutepfenyura. Maitiro emutowo

uyu ava kutyirwa nevane chokuita mune

zvenhau avo vanofunga kuti pfungwa

dziri mutsamba idzi dzingazopedzisira

dzabiwa dzikashandiswa nevamwe

vanhu vane huori.

Mutemo vezvokutepfenyura

veBroadcasting Services Act (BSA)

wakaumbwa mugore ra2007

unokurudzira kuti vatambi vatsva

vanoda marezinesi ezvokutepfenyura

vanofanira kuti vabuditse tsamba dzavo

mumapepanhau kuti veruzhinji vagone

kutauravo zvavanoda uye maonero avo

pamusoro petsamba idzi, kunyanya

vatambi ava vasati vapihwa mukana

vokuzviratidza pabasa ravo.

Chinoshamisa ndechokuti sangano

reBAZ rakati vatambi ava vangobuditsa

kagwaro kadiki diki kasina kana

umbowo hwakakwana uye iko

kumahofisi eBAZ hakuna zvakare,

zvobva zvaita kuti pasave nemukana

vokuti veruzhinji vataurevo maonero

avo pamusoro petsamba dzevatambi

vatsva ava.

ZVIRIMUKATI

2 Bato reZANU PF

nevezvenha vari pasi

pehurumende

vovhiringidza vanhu

mafungiro nekunyora

nhema.

•Dare redzimhosva rakati

vaTimba navaMangoma

havana mhosva.

3 Ane ruzivo ane simba:

vaChitando

• Nyika yeBambazonke

Katuni

4 Bazi rePIRF rosvika

kumatunhU

• Tsamba

• Katuni reve Ongororo ye

Zvenhau

Chinyorwa chePublic Information Rights Forum

GWARO 4 Ongororo ye Zviri Munhau chinyorwa cheve Media Monitoring Project Zimbabwe mukubatsira nhengo Chikunguru 15, 2011

dzechikamu chezvenhau dzeveruzhinji chePublic Information Rights Forum (PIRF) munyika yose.

Va Tafataona Mahoso

Sangano re Ongororo yezvenhau

reMedia Monitoring Project Zimbabwe

(MMPZ) ndiro rimwe remasangano

ezvenhau rakarambirwa kuti rivane

mukana vokuona tsamba

dzemakambani gumi nemashanu

akapihwa mikana neBAZ kuti avane

imwe yemarezinesi maviri akabuditswa

neBAZ. Pakashanyirwa sangano reBAZ

neimwe nhengo yeMMPZ ichida kuti

inzwe zvakawanda pamusoro

pemakambani matsva aya, BAZ

yakaramba kubuditsa tsamba

dzemakambani aya ichiti “haigoni kuti

ibuditse zvakawanda zvetsamba idzi

sezvo vaiti zvakakosha hazvigoni

kubuditswa kuvanhu.”

Makambani akanyorera matsamba

akagamuchirwa kuti avaniswe

maresinesi neBAZ anosanganisa

kambani yeRed Maple Enterprises, yeAB

Communications, yeBlack Thing Trading

Communications, yeSeddon Investments ,

yeThonet Investments (ichashandisa zita

rokuti Radio Africa), yeYes Frequency

Modulation, yeHot Media (ichange

ichishandisa kuti KISS FM) uye

yeVoxmedia

Productions

(ichazoshandisavo kuti VOP FM) . Chiri

kungozivikanwa chete pamusoro

pemakambani aya mazita avo

nepaanowanikwa hapana chimwezve

chiri pachena nezvavo.

Pane karunyerekupe kekuti pada

pamakambani aya pangangove

nekambani inotungamirwa ne kambani

yezvenhau iri pasi pehurumende

yeZimbabwe Newspapers Group

(Zimpapers) sezvo yakambobuda

ichitaura kuti iri kufunga zvokupinda

mune zvokutepfenyura.

Sangano reBAZ rinotungamirwa

navaTafataona Mahoso, rakaumbwa

nenhengo zhinji dzakasiya muchiuto

uye nhengo dzinotsigira bato reZANU

PF, harina kumbobvira ragamuchirwa

nemapato maviri eMDC

muhurumende yomubatanidzwa sezvo

rakasarudzwa zvisiri pamutemo

sezvinodiva nechibvumirano cheGlobal

Political Agreement (GPA).

Pava nokuchema-chema kuti

sangano reBAZ iri rakazara nevatsigiri

veZANU PF uye riri kushanda

netsamba dzevatambi vatsva

muchihwande ringangotora mukana

uyu kupa marezinesi kumakambani

akarerekera kubato reZANU PF.

Mumakore gumi adarika sangano

reBAZ rakarambira makambani matsva

mashanu aida kupinda mune

zvokutepfenyura kuti avane maresinesi

rikapa zvikonzero zvisina nematuro ose

richiti makambani aya akanga asina

zvakakwana zvaidiwa, izvi

zvakazokonzera kuti kambani

yeZimbabwe Broadcasting Corporation

(ZBC) iyo inotepfenyura yakarerekera

divi ravaMugabe nebato ravo irambe

iriyo yoga mune zvokutepfenyura.

Zvichitevera gwaro rakaturwa

muparamende munguva shoma

yapfuura nasachigaro vesangano

reMedia, Information and Communication

Technology portfolio committee vaSeiso

Moyo, vakaratidza kuti sangano reBAZ

riri kunyanya kuda zvakawandisa

kubva kuvatambi vatsva kuti vazopihwe

maresinesi, zvobva zvakonzera kuti

shanduko mune zvokutepfenyura

itadzike.

“Sachigaro mukuru (chief executive

officer) musangano reBAZ vaObert

Maganyura vakaratidza kuti mugore

ra2002 sangano reBAZ rakatendera kuti

vatambi vatsva vanyorere tsamba

dzokutsvaga marezinesi asi

vakanyorera havana kubudirira kuvana

sezvo vaive vasina zvaidiwa,”

rakarondedzera gwaro ravo.

Sangano reBAZ rakatambira

tsamba shanu dzevatambi vatsva mune

zvekutepfenyura vaida marezinesi

zvisinei kuti vainge vashambadza

marezinesi gumi nemashanu mugore

ra2004. Nehushoma hwemakambani

aive anyorera, mana achida maresinesi

emadzangaradzimu imwe ichida

rezinesi yezvivhitivhiti, ose

akarambirwa kuvana maresinesi aya.

Marezinesi akashambadzwa aya

gumi nemashanu aive ezviteshi

zvemadzangaradzimu kumatunhu uye

imwe yaive yechiteshi chezvivhiti vhiti

chenyika yose.

Vamwe vevatambi vatsva vaive

neshungu yekutanga basa, vakaudza

komiti yavaMoyo kuti vanofungidzira

kusakunda kwavo pakuvaniswa rezinesi

yaive nzira yeBAZ yokudzivisa vatambi

vatsva munezvokutepfenyura.

Nyaya yokuvaniswa kwemarezinesi

iyi yakaonekwa nevanechokuita

nezvenhau senzira isina kusununguka

uye kuti zviri kuitwa nevanhu vari kuziva

zvikonzero zvavo zvokutadzisa

shanduko mune zvenhau,

rakatsanangura gwaro iri.

Mutemo veBSA, unorambidza

munhu kana kambani kuva nezvikamu

zvinodarika gumi (more than 10 shares)

mukambani inenge ichida kupinda

mune zvokutepfenyura. Neimwe nzira

zvinoreva kuti kambani inenge ichida

kupinda munezvokutepfenyura

inofanira kunge iine vanhu kana

makambani anodarika gumi.

Mutemo uyu unorambidza zvakare

kuti munhu ane rezinesi rokutepfenyura

apinde zvakare mune zvokufambiswa

kwemasai-sai. Izvi zvobva zvaratidza

pachena kuti vese vanoita

zvokutepfenyura mashoko avo

anozofambiswa nekambani iri pasi

pehurumende inoita nezvemasai-sai

yeTransmedia.

Izvi zvinomanikidza vatambi vatsva

kuti vatenge michina inopindirana

nemichina yeanalogue transmitters

inoshandiswa nekambani yeTransmedia.

Sangano reBAZ rakabuditsa pachena

kuti marezinesi aya anoshanda

kwemakore gumi chete uye haribvumire

kuti pave nevanhu vokunze

vanozotenderwa kushanda kana kubatsira

basa mumakambani matsva aya.

Gwaro rakaturwa neParamende

rairatidza kuti sangano reBAZ

rakashambadza marezinesi maviri

emadzangaradzimu, asi chokwadi

ndechokuti rezinesi rimwechete ndiro

riripo parizvino sezvo rimwe repiri

rakatotorwa nekambani yeZBH.

Gwaro iri rakabuditsa kuti

“Mamiriro ezvinhu parizvino

anoratidza kuti pane mikana

yemarezinesi matanhatu

emadzangaradzimu, asi mashanu acho

akatopihwa kambani yeZBC, imwe

ndeyeRadio Zimbabwe, imwe yePower

FM, imwe yeSpot FM, imwe yeNational

FM uye yeVoice of Zimbabwe, kwobva

kwasara imwechete ingangotorwa

neumwe vevatambi vatsva ava.

Zvisinei nezvakanyorwa

muchibvumirano cheGPA pamusoro

pokuisa shanduko mune zvenhau

kunyanya kusunungurwa kwemasai-sai,

bato reZANU PF muhurumende

yomubatanidza harina hanya

neshanduko idzi kunyanya, sezvo

rakatozosvika pakugadza dare renhengo

dzinoona nezvokutepfenyura risina

kubvumirana nemamwe mapato ari

muhurumende yomubatanidzwa.

BATO RE MDC-T ROMISIDZAN

MISIDZANA A NEVAKUR

AKURU VEUTO

MUNE SHANDUKO

HERE MUNE

ZVENHAU U KANA

VATAPI

API

VACHISUNGW

CHISUNGWA

A

Kusungwa kwakaitwa

vanyori nevatapi venhau

veWeekly neStandard ,

vachipomerwa mhosva yokuti

vakanyora nyaya dzemanyepo,

kwakakwidza

hasha

dzevaongorori vezvenhau avo

vaipopota vachiti kusungwa

kwevanyori venhau ava

kunoratidza kuti shanduko iri

kunzi yakaitwa mune zvenhau

muZimbabwe ndeye manyepo.

Nomusi wa29 Chikumi

mapurisa akasunga mutapi

venhau vepepanhau reThe

Standard, Patience Nyangobe

nemupepeti varo Nevanji

Madanhire uye mukuru mune

zvevashandi (Group Human

Resources Manager) mukambani

yeAlpha Media vaLoud

Ramakgapola. Vatatu ava

vakasungwa zvichitevera nyaya

dzakabuda mupepanhau ravo

reWeekly remusi va26 Chikumi-2

Chikunguru, 2011 yaive

nemusoro vaiti: “Bato reMDC riri

kutyira kuti vaTimba vangango

nyangaditswa” (“MDC-T fears for

missing Timba”).

Vakasungwa vachipomerwa

mhosva yecriminal defamation

pachishandiswa mutemo uri

pandima ya96 yemutemo

veCriminal Law Codification and

Reform Act uye ndima ya31 iyo

inosungira mhosva yokuburitsa

kana kushambadza mashoko

ehumhondi kana akashata

pamusoro penyika.

Imwe ndima iri mugwaro

reMedia Institute of Southern Africa

( MISA) Zimbabwe,

inoshoropodza kwazvo mitemo

yeCriminal Defamation Laws sezvo

ichinzi inodzivisa vanhu kutaura

zviri muhana dzavo uye

zvavanoda.

“Kushandiswa kwemitemo

yecriminal defamation laws pesepese

kuri kudzivisa vatapi venhau

kuita basa ravo vakasununguka

zvinova zviri kudzvanyirira

kodzero dzevanhu dzokutaura

zvavanoda uye zvavanofunga.

“Dai nyaya idzi dzaive

dzenhema sekutaura kwavo, pane

nzira dzakanaka dzokugadzirisa

izvi. Mapurisa aifanira kunyorera

• Enda kupeji 3

Mutungamiri vebato reMDC vaMorgan

Tsvangirai

Vezvenhau vakabuditsa

mashoko airatidza

kukandidzanwa kwemazwi

pakati pebato reMDC-T

rinotungamirirwa nemukuru

vemakurukota ehurumende

vaMargan Tsvangirai nevakuru

vemauto vane huori vanosanganisira

mukuru vemauto pamuzinda ve3

Brigade vaBrigadier General Douglas

Nyikayaramba. Kukakavadzana uku

kwakakonzerwa nemashoko

akaturwa navaNyikayaramba okuti

vaTsvangirai, mutungamiri vebato

reMDC-T havazofi vakatonga nyika

ino kunyangwe vakakunda

musarudzo.

Mashoko avaNyikayaramba

okuti “baba vedu” vaMugabe

vanofanira kutonga nyika ino kusvika

murufu uye kuti havazogamuchiri

hutongi hwavaTsvangirai kunyangwe

vakakunda musarudzo dziri kutevera,

akamutsa chibhebhenenga kune mamwe

masangano anorwira kodzero

dzeveruzhinji avo vakaona mashoko aya

sechombo chikuru chinorwisa kuti vanhu

vasununguke munyika.

Mushure mokunge vaNyikayaramba

vataura izvi, vaTsvangirai vakabudawo

mune mapepanhau akazvimirira oga

vachiti vakuru vemauto vose vane

maonero amwechete navaNyikayaramba

vanoda kupindira munezvematongerwo

enyika vanofanira kusiya basa muchiuto

vokwikwidza musarudzo.

“Kana muchida zvematongerwo

enyika tangai mabvisa mabhachi echiuto

mouya toratidzana kuti ndiani

anozvigona. Hadzisi pfuti idzi,

mirai kutyisidzira vanhu, itirai

vanhu zvakanaka zvinovagutsa

kuti vakuvhoterei,” VaTsvangirai

vakataura izvi kuvatsigiri vebato

ravo pamusangano vakaitwa

kuGweru.

Muhurukuro yakabuda

mupepanhau yeThe Herald,

vaNyikayaramba vakapotseravo

mashoko vachiti mutungamiri

vemakurukota ehurumende

“inyoka munezvekuchengetedzwa

kwenyika.”

VaNyikayaramba vakati

mamiriro ezvinhu munyika

• Enda kupeji 2

Mukuru vemauto vaDouglas Nyikayaramba

Chinyorwa che Ongororo ye Zviri Munhau chinobuditswa nekugoverwa neve Media Monitoring Project Zimbabwe, 9 Knight Bruce

Road,Milton Park,Harare,

Makasununguka kupawo maonero enyu nenhau dziri muchinyorwa ichi. Vanoda kuziva zvizhinji nezve MMPZ,munokurudzirwa kuenda pawebsite

yedu: http://www.mmpz.org/
2 ONGORORO YEZVENHAU CHIKUNGURU 15, 2011

Bato reZANU PF nevezvenhau vari pasi pehurumende vovhirin

Vezvenhau vakazvimirira voga

nemamwe masangano

ezvenhau emedia rights groups

vakabuditsa nyaya dzairatidza kuti bato

reZANU PF nevezvenhau vari pasi

pavo vari mubishi kuedza kubuditsa

mashoko emanyepo pamusoro pezviri

kuitika munyika.

Nyaya idzi dzinosanganisira

zvakabuda mumusangano veSouthern

Africa Development Community (SADC)

extraordinary summit pamusoro

peZimbabwe uye zvakabuda

mumusangano vechibvumirano

cheGlobal Political Agreement (GPA)

pamusoro peshanduko mune zvenhau

neshanduko mune zvemapazi

ezvokuchengetedzwa kwenyika, uye

chokwadi pamusoro pekuvedzerwa

kwemihoro yevashandi vehurumende

nezvimwe zvakadaro.

Kunyangwe vachitaura pamusoro

pezvakabuda mumusangano

mumwechete, bato reZANU PF

muhurumende yomubatanidzwa

rinobuditsa mashoko anopokana

neanoturwa nevamwe vavo vari

muhurumende. Izvi zvobva zvaratidza

kuti kune dzimwe nhubu dziri mubato

iri dzakangomirira kukanganisa

kubuda kwenyaya zvakanaka,

kunyanya kana zvakabuda

muhurukuro zvisingavafadzi.

Pakapera musangano weSADC

extra-ordinary summit kuSouth Africa,

vaMugabe vakatungamira bato ravo

reZANU PF kutura mashoko

emanyepo vachiti SADC “yakaramba

kugamuchira” zvakanga zvabuda

kumusangano veSADC Troika

wakaitirwa muLivingstone kuZambia

pamusoro

pemamiriro

ezvematongerwo enyika

muZimbabwe, uye pamusoro

pezvemauto nezvokuchengetedzwa

kwenyika.

Musangano

veTroika

vakashoropodza zvikuru hurumende

yemapato matatu nokutadza kupedza

mhirizhonga yezvematongerwo enyika

uye kunonoka kwayo kuti igadzirise

zvakanyorwa muchibvumirano

cheGPA.

Vezvenhau vehurumende

vakanyanyobuditsa mashoko akaturwa

navaMugabe, uye akaturwa

negurukota rinoona nezvekunze

kwenyika (Foreign Affairs)

vaSimbarashe Mumbengegwi (kubva

kuThe Herald, neZTV uye Radio

Zimbabwe).

VaMumbengegwi vakati:

“Musangano vesummit vafamba

zvakanaka, uye zvakanakisisa.

Musangano veSummit vangotaurawo

Va Simbarashe Mumbegegwi

zvakabuda pamusangano

vekuLivingstone asi hamuna

kukurukurwa nezvazvo zvakanyanya,

zvangotaurawo nezvazvo vachipfuura.

Kana ndichiti “zvangotaurwawo”

ndinofunga munoziva zvazvinoreva,

zvangotaurwawo asi hazvina

kukurukurwa”.

Zvakabva pamashoko aya kuti

vezvenhau vari pasi pehurumende

vafambise shoko remanyepo vachiti

musangano weSADC summit

“wakaramba kugamuchira” zvakabuda

kumusangano wekuLivingstone “uko

kwakafambiswa mashoko zvisiri

pamutemo”. Asi chinoshamisa

ndechokuti munyaya dzavo hapana

pakabuditswa vaMugabe kana

vaMumbengegwi vachiti SADC

yakaramba kugamuchira zvakabuda

kumusangano wakaitirwa

kuLivingstone.

Pamusoro pekubuditsa mashoko

emanyepo kuvateereri nevaverengi

vezvenhau munyika, vezvenhau

vakadira mvura chokwadi chaicho

chakabuda pamusangano weSADC

uyu, kunyanya nyaya yekurudziro

pamusoro pekuzadzisa chibvumirano

cheGPA; uye kutevedzwa kwenzira

yakarongwa neSADC yokusvika

pasarudzo, uye danho rakatorwa

neSADC rokutumira nhengo dzaro

kuti dzizobatsira sangano reZimbabwe’s

Joint Monitoring and Implementation

Committee (JOMIC) pakubuditsa nhau.

Ivo vaitoratidza kuti maonero ebato

reZANU PF okuti zvirango zveupfumi

Bato to re MDC-T romisidzana nevakur

akuru u veuto

• Kubva kupeji 1

anofanira kutogadziriswa nemauto.

“Zviri kutaurwa navaTsvangirai

hazvina nematuro ose. Tiri kutoshanda

nenyoka inotofanira kugadziriswa nesu

mauto.

Dai yanga iri nyaya

yezvematongerwo enyika atinoziva isu,

munhu anogona kuzosiya basa oita

zvematongerwo enyika, asi kana zvinhu

zvematongerwo enyika zvaane vokunze

hatingarambi takanyarara semauto,”

vakadaro vaNyikayaramba, imwe

yenhengo yeJoint Operation Command,

bazi rizere vakuru vemauto nemapurisa.

Vakazoenderera mberi vachiti bato

reZANU PF nemauto “hazvigoni kuti

zvipatsanurwe.”

“Hatinganyarari isu mauto tichiona

zvinhu zvisingafambi negwara kwaro,”

vaNyikayaramba vakataura izvi

kupepanhau reThe Herald raive

nemusoro venyaya vaitsanangura kuti

vakuru vemauto vapindura vaTsvangirai

uyo vaiti “Generals respond to Tsvangirai”.

Pepanhau iri rakangobuditsa mashoko

avaNyikayaramba voga, zvichiita

sokunge vaimiririra vakuru vemauto

vose munyika.

Zvichakadaro bato ravaTsvangirai

reMDC-T rakabuditsawo kuti mashoko

akaturwa navaNyikayaramba

kupepanhau reWeekly nereThe Zimbabwe

Independent—anoratidza kuti “vari

kurota.”

Bato reMDC-T rakati kubvotomoka

kwavaNyikayaramba kwakabuditsa

pachena kuti vakuru vemauto

NDIANI ARI KUNYENGERA UMWE…

nemapurisa vari kudzikisira mashandiro

emitemo munyika.

Bato reMDC rakati “Nyikaramba ari

kuda kuedza kuzvichenura pakupindira

kwake mune zvematongerwo enyika

zvobva zvaratidza kuti haana ruzivo

rwakakwana uye haanzvisisi panogumira

basa rake rechiuto munyika

yakasununguka yanhasi.”

“Tiri kudzokorora kutaura kuti

vaNyikayaramba ngavasiye basa

muchiuto kana vaine shungu yokupinda

mune zvematongerwo enyika, vapinde

vakasununguka. Ngavarege kuramba

vachihwanda kuseri kwechigunwe vachiti

muuto ivo vari mutauriri vebato reZANU

PF.”

Vakuru vemauto vose vakarerekera

kubato reZANU PF, vagara vachishorwa

kwazvo navaTsvangirai, uye vaTsvangirai

vakatozosvika pakuudza vatungamiri

venyika dzokuchamhembe kweAfricaveSADC

munguva pfupi yadarika kuti

mauto emunyika muno avakutora

hutongi nechisimba uye ndivo vava

kutotungamira nyika.

“Zviri kuratidzika pachena kuti

vatungamiri vakasarudzwa navanhu

havachina simba, simba rokutonga rose

rakabvutwa nevakuru vemauto avo vari

kutungamira zvinhu munyika, vapihwa

kana vasina mvumo nevatungamira

vakasarudzwa neveruzhinji.” Vakataura

izvi vaTsvangirai mumwedzi vaKurume.

VaTsvangirai vakatsutsumwa

nezvenyaya iyi zvakare pamusangano

vepasirese weWorld Justice Forum

wakaitirwa kuBarcelona, kuSpain.

zvakatemwa nenyika dzekumavirira

ndiyo yaive nyaya huru pahurukuro

dzemusangano uyu, asi vasingakoshesi

nyaya

dzokushandurwa

kwemasangano ezvokuchengetedzwa

kwenyika uye hurukuro pamusoro

pezvematongerwo enyika sekunge izvi

“hazvina nematuro ose” (veThe Herald).

Vachiona maitiro eZANU PF aya

ekuzama kukanganisa zvakabuda

kumusangano weSADC summit, bato

reMDC-T rakaita musangano

nevanomirira ruzhinji nevezvenhau apo

gurukota rezvenyika muhofisi

yemukuru vemakurukota ehurumende

vaJameson Timba—umwe wevaive

kumusangano uyu—vakaramba

pachena kuti mashoko avaMugabe

navaMumbengegwi haasi echokwadi,

zvinova zvakazokonzera kuti vasungwe

vakambovharirwa kwemazuva

mashoma vakazobuditswa apo dare

redzimhosva rakazoti kusungwa uku

kwaive kunze kwemutemo.

Zvichakadaro vezvenhau

vakazvimirira voga vakaburitsa

chokwadi chezvakabuda kumusangano

uyu.

Vakaburitsa zvakataurwa

nevanoongorora nezvematongerwo

enyika, zvakaturwa neve mapato maviri

eMDC, maonero eSADC uye maonero

edzimwe nhengo dziri muchikwata

chava Jacob Zuma chokuyananisa, umo

vose vakaramba kugamuchira

zvaitaurwa nebato reZANU PF kuti

musangano weSADC summit

wakaramba kugamuchira gwaro

“Mazuva ose vari (vakuru

vemauto nemapurisa) kupindira

mune zvematongerwo enyika,

vava kutosvika pakutoda

kusarudza zuva rokuita sarudzo

uye kuti sarudzo dzacho

dzichaitwa nenzira ipi,” vakataura

vaTsvangirai.

Mutauriri mubato reMDC-T

vaDouglas Mwonzora vakavedzera

vachiti vaNyikayaramba munhu

akaoma moyo kwazvo zvokuti

zvavakataura vanogona kuzviita.

“Hatinzwisisi kuti sei akaoma

moyo kudaro. Asi zvaakataura

hazvife zvakagamuchirwa.

VaNyikayaramba vakati

vaTsvangirai

inyoka

munezvokuchengetedzwa

kwenyika (security threat).

Zvinotirwadza kuti vaTsvangirai

vaudzwe mazwi akadai nokuti

ndivo vakakunda zviri pachena

musarudzo dzomutungamiri

venyika dzakaitwa musi wa29

Kurume mugore ra2008,”

vaMwonzora vakataura.

Vakazovedzera vachiti;

“VaTsvangirai havana kurova kana

kuuraya vanhu, havana kuronga

magungano emabhesi emauto

(militia bases), havana kushandisa

mauto kana mapurisa kuti

vavhoterwe musarudzo idzi.

VaTsvangirai vakakunda

musarudzo zviri pamutemo uye

mutungamiri vebato riri

pamutemo.”

Va Webster Shamu

rakabuda kumusangano wakaitirwa

kuLivingstone. Vakati chokwadi

ndechokuti musangano weSADC

summit wakagamuchira nekukurukura

zvakabuda kuLivingstone (kubva

kuRadio VoP, Daily News uye

NewsDay).

Muzvare Lindiwe Zulu, imwe

yenhengo dzevayananisi vekunyika

yeSouth Africa vakati: “Kunyangwe

mukashandisa

kuti

‘zvakangotaurwawo’ kana kuti

‘zvakakurukurwa’, zvinongoreva

zvimwe chete. Chokwadi ndechokuti

gwaro rakaturwa navaZuma

kumusangano weSADC Troika

kuZambia

veSADC

vazonyatsoongorora nekukurukura

nezvaro rwendo rwuno” (veNewsDay).

Mune imwe nyaya yakabuda

mupepanhau reZimbabwe Independent

chete, yaive nomusoro unoti “SADC

yadzidzisa Mugabe Chidzidzo”

(“SADC teaches Mugabe lesson)”,

yakabatsira kwazvo kubuditsa

chokwadi chizere chisina

kuwandudzwa kana kutapudzwa

pamusoro pezvaive zvabuda

kumusangano vesummit, sezvo nyaya

iyi yairondedzera zvakasiyana

nezvaitaurwa nebato reZANU PF. Izvi

zvinosanganisira nzira yohungwaru

yakashandiswa nevatungamiri

veSADC pakukurukura nezvegwaro

rekuKLivistone vachiitira kuti

pasazove neruvengo pakati

pavaMugabe navaZuma.

Nyaya iyi yakatsanangura zvakare

hurongwa hwavaMugabe

hokuunganidza kwavakaita vaZuma

navaMandela musangano wesummit

Dare redzimhosva rakati vaTimba

navaMangoma havana mhosva.

Vezvenhau vakabuditsa kuti

makurukota maviri eMDC-T

vaJameson Timba navaElton

Mangoma vakasunungurwa mushure

mokusungwa vachipomerwa mhosva

isina nematuro ose, chiitiko

chakaonekwa nebato iri sokuti inzira

dzavaMugabe nebato ravo reZANU

PF dzokuramba vachitambudza

nhengo dzebato reMDC-T.

VaTimba igurukota rezvenyika

(minister of State Affairs) muhofisi

yomukuru vemakurukota

ehurumende vainge vasungwirwa

nyaya yokutaura kuti mutungamiri

venyika vaMugabe vanonyepa,

mushure mokunge vaMugabe vaedza

kubuda vachitaura zvisiri izvo

zvakabuda mumusangano veSouthern

African Development Community

(SADC) extraordinary summit pamusoro

peZimbabwe uyo wakaitwa muna

Chikumi kunyika yeSouth Africa.

Zvichitevera kutongwa

kwenyaya yavo nomusi

veSvondo, mutongi vedare guru

redzimhosva reHigh Court

vaJustice Joseph Musakwa

vakatura kuti vaTimba havana

mhosva sezvo mapurisa haana

umbowo nezvemhosva yavo.

Gweta ravaTimba vaSelby Hwacha

rakaudza vatapi venhau kuti vaTimba

havana kunzi vabhadhare mari

yechibatiso. VaTimba vakaramba kuti

vakati vaMugabe “munyepi” asi

vakangomira nemashoko akabuda

Va George Charamba

usati waitwa, zvinova

zvakakatyamadza zvikuru vatungamiri

venyika dzemuSADC. Mukuru

vemakurukota ehurumende vaMorgan

Tsvangirai vakaratidzawo kukatyamara

nezvakaitwa navaMugabe izvi, pavaiita

musangano vebato ravo kuGweru

(kubva kuNewsDay neDaily News).

Mushure mekunge vatungamiri

vemapato matatu muchibvumirano

cheGPA vaita musangano

vokukurukura nezveshanduko mune

zvenhau, vezvenhau vari pasi

pehurumende vakaburitsa mutauriri

vavaMugabe vaGeorge Charamba

vachitaura manyepo okuti vatungamiri

vemapato matatu vari kugutsikana

nemashandiro ari kuitwa negurukota

rekuburitswa nekushambadzwa

kwemashoko vaWebster Shamu

mubazi rekutepfenyura reBroadcasting

Authority of Zimbabwe (BAZ),

reZimbabwe Mass Media Trust (ZMMT)

uyeZimbabwe Broadcasting Authority

(ZBC). VaCharamba vakaenderera

mberi vachiti vatungamiri ava

vakabvumirana kuti vachamira

kugadza patsva nhengo dzeZMMT.

Kune rumwe rutivi mutauriri

vavaTsvangirai vaLuke Tamborinyoka,

vakakurumidza kuramba zvakataurwa

navaCharamba izvi vachiti mashoko

aya ndeye kuedza kuvhiringidza

maonero evanhu munyika kuti vanhu

vaone sokunge zvinhu zviri kufamba

nemwazvo.

VaTamborinyoka vakati,”VaShamu

navaCharamba vanotosungirwa kuti

vatsanangure chiri kunonotsa

shanduko mune zvenhau, kunyanya

mumapazi akaita seZBC uye

mumusangano uyu aipindirana

neaipihwa nebato ravo.

VaTimba ndemumwe vevanhu vaive

pamusangano veSADC summit

kuSouth Africa, asi paiturwa

zvakabuda mumusangano uyu kune

veruzhinji nevezvenhau, vaTimba

ndipo pavakapokana nezvaitaurwa

navaMugabe vachiti musangano uyu

hauna kugamuchira zvichemo zvokuti

shanduko munemamwe mapazi

akanyorwa muchibumirano cheGPA

iri kunonoka uye kuti mhirizhonga

mune zvematongerwo enyika ichiri

kuenderera mberi muZimbabwe.

VaMugabe vakataura vachiratidza kuti

SADC yakachenura bato ravo

reZANU PF pamhosva dzarayi

pomerwa mugwaro rakaturwa kudare

iri (mumusangano vaive

uchangopfuura) nemuyananisi

mukuru munyaya dziri kunetsa

muZimbabwe vaJacob Zuma

mutungamiri venyika yeSouth Africa.

VaMangoma ndivo mutevedzeri

vemubati vehomwe mubato reMDC-T uye

igurukota rekutakurwa kwezvinhu

nemhando dzomoto (Energy and Power

Development) muhurumende

yomubatanidzwa vakaonekwa vasina

mhosva yavaipomerwa yokusafambisa basa

zviri pemutemo. Vainge vakasungwa muna

Kurume vachipomerwa kuti vakashandisa

huori pavakatenga mafuta edzimotokari

kubva kune imwe kambani yokuSouth

Africa muna Zvita gore rapfuura mushure

mokunge mafuta munyika apera.
ONGORORO YEZVENHAU CHIKUNGURU 15, 2011 3

gidza vanhu mafungiro nekunyora nhema

Va Jameson Timba

mumapazi epublic print media ayo

akonzeresa nzara yeruzivo munyika

nokuda kwemashadiro avo anoratidza

kurerekera divi rimwe.

Zvichakadaro vezvenhau

vakazvimirira voga vakabuditsa

mashoko anopikisana navaCharamba

vachiti vatungamiri vemapato matatu

muhurumende vari kurwira kuti pave

nehutungamiri hutsva mumapazi

ezvenhau anoti reBAZ, reZBC

nereZMMT kuti pave neshanduko

chaiyo mune zvenhau.

“Bazi rezvenhau, kushambadzwa

nekubuditswa kwemashoko riri

kurwisa kwazvo kuti pasave

neshanduko mune zvenhau, uye riri

kusarudza tuzvikonzero twakaita

sekushaikwa michina yokushandisa

chinangwa chiri chokuti chibvumirano

cheGPA chirege kukurukura

nezveshanduko mubazi iri, asi

chinoshamisa ndechokuti shanduko

mune zvenhau ndicho chimwe

chezvinhu zvinofanira kugadziriswa

pachibvumirano ichi,” vaTamborinyoka

vakavedzera.

Vezvenhau vehurumende

vakashandisa gakava raivepo

pamusoro pekuvedzerwa kwemihoro

yevashandi vehurumende kuti

vanakise zita ravaMugabe uku

vachisvibisa zita ravaTsvangirai navaBiti

(gurukota rezvemari). Nyaya

yokuvedzerwa kwemari kuvashandi

vehurumende zvaisareva kuti zvainge

zvakanyatsorongwa asi kuti

zvaingoitirwa kuti ivo vaMugabe

vafarirwe neruzhinji.

Va Luke Tamborinyoka

Muzvinyorwa zvinosvika

zvitanhatu zvakabuditswa

nevezvenhau vehurumende pamusoro

pemihoro zvairatidza kuti vezvenhau

ava vaivirirana navaMugabe kuti

mihoro ivedzerwe. Mumwedzi

waKubvumbi vaMugabe vakataura kuti

mihoro yevashandi vehurumende

ivedzerwe, vakashoropodza

vaTsvangirai navaBiti kuti vari kuramba

kugamuchira kuti mihoro ivedzerwe

(veZTV neve The Herald).

Kunyangwe hazvo bepanhau

reThe Herald rakabuditsa kuti mihoro

ivedzerwe asi sangano reProgressive

Teachers Union of Zimbabwe (PTUZ)

rakashora kwazvo mari yaitaurwa

kuti ndiyo ichavanikwa nevashandi

sezvo yainzi yakanga iri pasi kwazvo,

rakaenderera mberi richipomera

vaBiti mhosva yokuti “vari kubatsira

kuridza ngoma sangano rezvemari

repasi rese (International Monetary

Fund) uye bhanga repasi rese (World

Bank)” sezvo vari kuramba kuvedzera

mihoro yevashandi vehurumende.

Rakavedzera richishora kwazvo

vaTsvangirai richiti “vakundikana

kuzadzikisa chitsidzo chavakatsidza

kuvashandi vehurumende makore

maviri apfuura” apo vakati

vachamhanya mhanya kushamwari

dzavo pasi rese vachitsvaga mari

yokuti vazobhadhara vashandi

vehurumende.

Bepanhau reThe Herald

rakaburitsa vaCharamba nemamwe

masangano anomirira vashandi

vehurumende vachishoropodza

vaTsvangirai kuti sei vaitsutsumwa

Muzvare Lindiwe Zulu nhengo yevayananisi vekunyika yeSA

kuti dare reCabinet raive risina

kutanga kuziviswa nekupihwa

mukana vokudzeya nyaya iyi uye

mari yaizovedzerwa yaive shoma

kwazvo.

VaCharamba vakaramba

kugamuchira kutsutsumwa

kwavaTsvangirai vachiti “dzingori

pfungwa dzezvematongerwo enyika,

ukuvo masangano anomirira vashandi

vehurumende akatsanangura nhuna

dzavaTsvangirai sezvinhu

“zvinonyangadza, zvinovhiringidza

uye zvisina nematuro ose”.

Nyangwe zvazvo vezvenhau

vakazvimirira voga vakatora nyaya

yokuvedzerwa kwemari sedanho

rakanaka, asi vakashungurudzika

nenzira yakatorwa nevezvenhau

vehurumende nebato reZANU PF

muhurumende yomubatanidzwa

pavakatora nyaya iyi

vakaishandisa

mune

zvematongerwo enyika.

Vakatora nyaya iyi semutoro

unorema kwazvo vaive vaiswa

pamusoro pavaBiti nava Tsvangirai,

avo vaive nenguva refu vachiti

hurumende yaive isati yava nemari

yokuti igone kuvedzera mari

dzevashandi vavo. (The Standard).

Bato reZANU PF nevezvenhau

vari pasi pehurumende

vakamhanyira kutaura kuti

kusunungurwa kwegurukota

rezvokutakurwa kwezvinhu

nemhando dzemoto (minister of

Energy) vaElton Mangoma

kunoratidza kusununguka

kwehutongi hwematare

edzimhosva emuno, asi havana

kuratidza kuti kusungwa kwavo

kwatovedzera mukaha

vokuvirirana muhurumende

yomubatanidzwa.

Zvichakadaro, vezvenhau ava

vakanzvenga kubuditsa chokwadi

chokusajeka kwemhosva

yaisungirwa gurukota iri.

Mutongo vakazopihwa

vaMangoma nemutongi

vedzimhosva vakavirirana

nezvaigaro nyorwa nevezvenhau

vakazvimirira voga uye

zvaitaurwa negweta ravo-kuti

mutevedzeri vasahomwe uyu

mubato reMDC-T haana mhosva

uye mhosva yaari kupomerwa

hurongwa hwevanhu vari

mumatongerwo enyika.

Bepanhau reThe Herald

rakaburitsa richiti kusunungurwa

kwavaMangomama kunoratidza

kuti muZimbabwe munoshandiswa

mutemo nemazvo uye kuti hutongi

hwematare edzimhosva emuno

hwakasununguka”. Pepanhau iri

rakanyora richiratidza zvainge

zvaturwa nevavanoti “vaongorori

vezvematongerwo enyika” vakaita

savaJonathan Moyo nhengo

yeZANU PF Politburo, vaAlexander

Kanengoni uye vaGodwine

Mureriwa. Pepanhau iri harina kuda

kutsanangura kuti sei vaMangoma

vakanga vasungwa kana vakazonzi

vaisava nemhosva yavakanga

vapara.

ANE RUZIVO ANE SIMBA : VA CHITANDO

Nechinangwa chokuwandudza ruzivo munzvimbo zhinji

dzokumaruva mudunhu reMasvingo, imwe nhengo yeparamende

inomirira Masvingo Central vaJeffryson Chitando, vakabhadhara

mari zhinji kune imwe kambani yemapepanhau kuti ivanise zvikoro zvose zviri munzvimbo

mavo mapepanhau kwegore rose.

Mutungamiri uyu anotenda kuti ane ruzivo ane chombo chikuru, akaronga kuti zvikoro

zvemasekondari zvinosvika gumi nechimwe zviri munzvimbo make zvivaniswe

mapepanhau maviri pachikoro choga choga eThe Mirror-pepanhau remudunhu iri rinobuda

pasvondo pega pega.

“Ruzivo chombo chikuru. Vanhu vakava neruzivo vanoita zvinhu zvikuru zvinoshamisa.

Vanhu vazhinji vanogona kushanda kana kubudirira vanenge vaine ruzivo rwokuita zvinhu.

Kupa vanhu zvinhu vasina kupihwa ruzivo rwemashandisirwo azvo zvakangofanana nokupa

munhu hove asi usinga mudzidzisi kuti hove dzinoredzwa sei,” vakataura vaChitando.

Nyika yeBambazonke Katuni

COPAC inoda imwe mari

yokuti basa rokuumba

bumbiro idzva

ripedziswe

facebook

Vashandi vehurumende,

kusanganisira vamwe 75 000

vakafa kare vari kurwira

kuvedzerwa mari

VaChitando-vakadzidzira kuva mudzidzisi-vakataura kuti chibvumirano

cheGlobal Political Agreement (GPA) icho chakazoumba hurumende

yomubatanidzwa, chinokurudzira kuti munhu avaniswe kodzero yake

yokuvana mikana yokuziva nyaya dziri kuitika munyika.

“Regai vanhu vavaniswe mikana yokutsvaga ruzivo rwezviri kuitika

munzvimbo dzakavakomberedza uye zviri kuitika munyika dzepasi rese,

uye vasiyei vafunge zvavanoda kuita neruzivo urwu mukugadzirisa

zvavanoda muupenyu.”

VaChitando vakati kupa mikana kuvana vechikoro yokuverenga

mapepanhau, zvinobatsira kuti vana vekumaruva ava vanzwisisevo zviri

kuitika kunzvimbo dziri kure navo. Vakavedzera vachiti vana vazhinji

vokumaruva havana mikana mizhinji yokuvana nhau, zvinozokonzera kuti

vatarisirwe pasi sevanhu vasina chavanoziva.

Sangano reZimbabwe

Election Commission

harina mari…

...gore rino tinoda kuita

sarudzo, kunyangwe Tsvangirai

achida kana asingadi

shandisai zita rokuti- Media Monitoring Project Zimbabwe kana muchida

kutsvaga ushamwari nesu tumirai tsamba mbozha pa Mmpz Zimbabwe

MUNE SHANDUKO

HERE MUNE

ZVENHAU KANA

VATAPI

VACHISUNGWA

• Kubva kupeji 1

tsamba kusangano reVoluntary

Media Council of Zimbabwe (VMCZ)

vachitaura nhuna dzavo, kana kuti

nyaya iyi ibviswe mupepanhau

pane kuti vasunge vatapi venhau.

Kurwira kuti nyaya ibviswe

mupepanhau ndicho chinhu

chakanaka kuita nokuti zvinobva

zvashoresa munyori venyaya

yacho nepepanhau rake.”

Sangano remubatanidzwa

wevatapi venhau munyika

reZimbabwe Union of Journalists

(ZUJ), rakati kusungwa kwevatapi

venhau ava, zvinobuditsa pachena

kuti mashandiro evatapi venhau

achava parumana nzombe

kunyanya munguva yesarudzo

yatava kutarisana nayo.

“Munhu akasununguka

kwazvo kutaura zvaanoda

munyika muno, asi mubvunzo

uripo ndevokuti munhu anoramba

akasununguka here mushure

mokutaura” vakabvunza

vaForster Dongozi, munyori

mukuru musangano reZUJ.

Vakaenderera mberi vachiti,

“munyika muno vane masimba

okutonga havafariri kuti vanhu

vasununguke kutaura zvavanoda.”

VaDongozi vakati nhau

yokudzivisa vanhu kuti vataure

zvavanoda yotangwa iyi inzira

yokuda kuedza kutyisidzira vanhu

vasingatsigiri hurumende yebato

reZANU PF uye kusungwa

kwevatapi venhau uku idonzvo

rekudzivisa avo vanoda

kusimudza musoro.”

Sachigaro vesangano

reZimbabwe National Editors Forum

(ZNEF) vaIden Wetherell vakati

kusungwa kwevatapi venhau uku

chiratidzo chokurwisa

kusununguka munezvenhau uye

izvi hazvifaniri kuregedzwa

zvichienderera mberi.

“Kuti nyika inzi

yakasununguka, vanhu vanofanira

kuva neruzivo pakusarudza

zvavanoda zvichibudikidza nokuti

varikuvaniswa mikana yokuvana

ruzivo here” vakadaro

vaWetherell.

“Kusungwa kwevatapi

nevapepeti venhau chiitiko

chinodzorera shure hurongwa

hwokusununguka uye izvi

zvinofanira kuti zvipedzwe kuitira

kuti vana veZimbabwe vagone

kushandisa kodzero dzavo

kunyanya kusununguka

pakutaura zvavanoda uye

zvavanofunga.”

Parizvino hurumende

yakaratidza kuti yakakundikana

kuzadzisa chitsidzo chayo

chokuisa shanduko mune

zvenhau. Muchibvumirano

cheGPA, mapato arimo

akabvumirana kuti vatambi vatsva

mune zvekutepfenyura

nezvemapepanhau vapihwe

marezinesi okuti vatange basa, uye

kukosheswa kwezvenhau

mukuunza kusununguka

kwemapato munyika. Kunyangwe

zvazvo kuine mapepanhau

mazhinji akavaniswa marezinesi

asi kusvika parizvino hapasati

pava

nechiteshi

chezvokutepfenyura

chakavaniswa rezinesi kana

chimechete zvacho. Pamusoro

peizvi hapana mutemo vezvenhau

wakashandurwa pane mitemo

yeudzvanyiriri yaivepo.

Mudunhu remuAfrica mutemo

weAccess to Information and Protection

of Privacy Act (AIPPA) ndivo

vakaonekwa semutemo

unodzvanyirira zvikuru, uyo

unoshandiswa kuvhiringidza

vezvenhau mubasa ravo. Mutemo

uyu unoshandiswa kusunga vanhu

vavanoti vanenge vabuditsa nyaya

dzemanyepo uye avo vanenge

vasungwa nemhosva iyi vanotarisirwa

kupinda mujere kwechinguva.
4 ONGORORO YEZVENHAU CHIKUNGURU 15, 2011

Sangano rePIRF rosvika kumatunhu

Bazi reSangano reOngororo yeZvenhau reMedia Monitoring Project Zimbabwe

(MMPZ) rePublic Information Rights Forum (PIRF) parizvino rakasvika

kune dzimwe nzvimbo dzomunyika richinoita misangano kumawadhi

richigovera vanhu nhau dziri kuitika munyika. Parizvino zvikwata zvePIRF

zvakaita misangano inosvika mipfumbamwe kumawadhi ekunzvimbo dzinoti

Chiredzi, Gwanda uye Binga.

Vanhu vaive pamusangano vePIRF kuChiredzi paChilonga, kudunhu reChiredzi South wakaitwa

musi wa23 Chikumi, 2011

Tsamba

Sachigaro vebazi rePIRF kuChiredzi vaMarko Shoko

(Kuruboshwe) vachikurukura nevaive pamusangano vePIRF

paChilonga kudunhureChiredzi South

ZANU PF pepukaiwo

Handifungi kuti bato reZANU PF riri kunyatsoda kuti nyika ino ibudirire nekushandisa pfungwa dzeshanduko

uye kuzvitenda mune zvoupfumi. Nyika dzose dzakashandisa mamwe mafungiro nekuzvitenda idzo mune

zvoupfumi dzakatobudirira, nyika dzakaita seHong Kong, Malaysia, Japan, nedzimwe dzakadai seNorth

Korea dzakabudirira muupfumi hwadzo zvechokwadi. Nyika yeChina iri kuzarura mikana yakanaka

mukuumba ushamwari mune zvemabhizimusi, ndosaka nyika dzokumavirira dzava kuvamba mabhizimusi

kuChina. Kunyangwe hazvo mari iri kuvanikwa neChina muushamwari hwemabhisimusi uhu haisati

yanyatsobatsira veruzhinji (povo) venyika iyi, asi zviri kuratidza kuti zvinogona kuitika munguva pfupi

inotevera. Chimulenga

KATUNI REVE ONGORORO YE ZVIRI MUNHAU

Mahoso ndiye dambudziko musangano reBAZ

Tafataona Mahoso ndiye honzero huru yedambudziko mune zvenhau nokuti anozviti anoziva zvose. Ndiye

arikupa nhandare vezvenhau vari pasi pehurumende kuti vatiudze manyepo zuva nezuva. Munguva yapfuura

airamba kupa marezinesi kuvatambi vatsva munezvemapepanhau, iyezvino ava kuramba kuti vatambi vatsva

vapinde mune zvokutepfenyura pamawairesi kana pazvivhitivhiti. Chinangwa chake kuda kufadza bato

rezvematongerwo enyika risingafarirwe neruzhinji, iyi ipfimbi iri pachena. Paakangobviswa pahutungamiri

mune zvenhau pakabva patenderwa vatambi vatsva mune zvemapepnhau. Mahoso, anofanira kubviswa

izvozvi kusangano reBAZ kuti vatambi vatsva vagamuchirwe nekukurumidza. Zvichapera

TUMIRAI PFUNGWA DZENYU

Vanoburitsa chinyorwa cheOngororo yeZviri Munhau

vanodokwairira kunzwa kubva kune vanoverenga chinyorwa

ichi. Tinoda kunzwa zvamunofunga pamusoro nyaya dziri

muchinyorwa chino. Makafarira here zvamakaverenga

Zvakakubatsirai here Pane dzimwe nyaya dzamunofunga

kuti hatina kubata Pane zvimwe zvamunofunga kuti tingaite

kusimudzira chinyorwa ichi here Tinyorereipa:

monitors@mmpz.org.zw kana kutumira tsamba

panhamba dzinoti: 0774 432 509

Rwira kodzero

yako yokuziva

Chinyorwa che Ongororo ye Zviri Munhau chinobuditswa nekugoverwa neve Media Monitoring

Project Zimbabwe, 9 Knight Bruce Road,Milton Park,Harare,

Makasununguka kupawo maonero enyu nenhau dziri muchinyorwa ichi. Vanoda kuziva zvizhinji

nezve MMPZ,munokurudzirwa kuenda pa-website yedu: http://www.mmpz.org/