Final- Shona Version Edited - Women's Learning Partnership
Final- Shona Version Edited - Women's Learning Partnership
Final- Shona Version Edited - Women's Learning Partnership
You also want an ePaper? Increase the reach of your titles
YUMPU automatically turns print PDFs into web optimized ePapers that Google loves.
Zvinotungamirira Mukusarudza Zvido: Bhuku Rekushandisa Kudzidzisa Madzimai

Utungamiri

Mibunzo Yenhaurirano

• Ko nhaurirano dziri muzvionwa chekutanga nechechipiri

dzinotendeseka here? Ndezvipi zvenhaurirano zvisingatendeseke uye

sei?

• Unofunga here kuti mukadzi mukuru, Insaf aizogona kuroorwa? Sei

uchiti kwete kana hongu? Unofunga murume mudhara Adnan,

aizogona kuroora? Sei uchiti kwete kana hongu? Ko mazera avo,

mari yavo ne/kana musiyano nevarume nemukadzi zvine

zvazvinokonzera here? Zvine basa here kuti Insaf adarika zera

rekubasa?

• Ndeipi kurudziro yaungapa Lena, mwana wemunin’ina waInsaf,

naAmir mwana wemunin’ina waAdnan pamusoro peupenyu

hwekufana kubata wanano/mhuri dzidzo/basa? Kurudziro yako

inozosiyana here kune mumwe nomumwe wavo. Sei ichisiyana kana

kusasiyana?

• Dai waive Almaz, mudzimai wepanzvimbo wezvematongerwe

enyika, ndedzipi nzira dzawaizoshandisa kuva munhu anoyemurika

kuvanasikana vake? Waizovapa mazano akaita sei ekuva zvese

vatungamiri vane runziro uye kuva vakadzi vane gwara?

• Dai waive Muhammed, murume wepanzvimbo wezvematongerwe

enyika ndedzipi nzira dzawaizoshandisa kuva munhu anoyemurika

kuvanasikana vake. Pane here zvidzidzo zvakasiyana nemienzaniso

inofanira kupiwa kuvanasikana kana vanakomana?

• Ko vakadzi nevarume vanoratidza here tsika kana maitiro

eutungamiri akasiyana? Izvi zvakanakira papi uye zvakaipira zvipi?

Pane nzira here dzinoratidza vakadzi kuva vatungamiri vari nane

kudarika varume? Panewo here nzira dzinoita dzinoratidza varume

kuva vatungamiri vakanaka kudarika vakadzi?

• Ko zvakasanganikwa nazvo namadzimai muupenyu hwavo

zvingarunzira sei unhu nezvinangwa zvavanoratidza muutungamiri

hwavo? Ko zvakasanganikwa nazvo nevarume muupenyu hwavo

zvingarunzira sei unhu nezvinangwa zvavanotaridza muutungamiri

hwavo?

• Unosarudza kushanda here uri pasi pevarume kana vakadzi? Zvine

musiyanano here? Unofunga here kuti mamaneja kana vakuru

vechikadzi vanotozogadzirisa chete nyaya dzemadzimai nezvisuwo

zvawo? Sei uchidaro kana kuramba?

• Ungatsigira here mukwikwidzi wezvematongerwe enyika ari

mukadzi munharaunda menyu? Sei uchimutsigira kana

kusamutsigira? Unofunga here kuti vakadzi vezvematongerwe

48