07.06.2013 Views

Final- Shona Version Edited - Women's Learning Partnership

Final- Shona Version Edited - Women's Learning Partnership

Final- Shona Version Edited - Women's Learning Partnership

SHOW MORE
SHOW LESS

Create successful ePaper yourself

Turn your PDF publications into a flip-book with our unique Google optimized e-Paper software.

Chidzidzo Chechipfumbamwe: Tinosimudzira Sei Kugona Kwedu Uye Matarenda

Edu?

1. Ita kuti boka ripatsanuke kuve zvikwata zvevanhu vatatu kusvika

kuvashanu. Munhu mumwe wechikwata anofanira kunyora manotsi

uye munhu mumweyo kana mumwe wavo anozvipira anotaura

kuboka rese nhaurirano yechikwata kwemaminitsi angangoita

makumi maviri kusvika kumakumi matatu, chikwata choga-choga

chinofanira kutarira zvinotevera.

• Vanhu vachazonangwa ndivanaani – avo vamuchazobatsira nokupa

mazano? Mimwe mienzaniso inosanganisa vasikana vechidiki vari

kupinda chikoro munharaunda imomo vanoda kuzova vatungamiri

rimwe zuva, vanogona kuva vakadzi vakaroorwa vanosuwa kutanga

bhizimisi ravo rekumba, kana vakadzi vachangovhoterwa kuva

vatungamiriri. Zvikwata zvinogona kushandisa upi zvawo

muenzaniso pane yapiwa kana kuita vanhu vavowo vavanoda

kubatsira zvichibva pakuona kwavo kuti nharaunda inoda kubatsirwa

nekutungamirwakwakadi?

• Ndevapi vanhu vangazova vakakodzera kunopa mazano kuvanhu

vamasarudza kupa mazano.Pane vanhu here vane unyanzvi hwavowo

hungadai hwakabva pane zvavakambosangana nazvo kana

vakambodzidzira kuita basa iri?

• Ko vapi vemazano vachazoshanda sei nevapuwi vamazano?

Vanozoita misangano vhiki rega-rega here, vanozoita misangano

yokudzidzisana here? Vachazosangana kwenguva yakareba sei?

Kakawanda sei?

• Ko vapiwi vemazano kana vapi vemazano muchirongwa

vanombunzwa pamwe chete here seboka kuti vasangane nevamwe

vezera ravo kupana rutsigiro kana mazano? Chii chinozoitika

pamusangano wakadoro?

• Tarisa zvido zvevapiwi vemazano uye kuti chirongwa chingasangana

sei zvakanaka nezvido izvozvo. Zvimwe chetezvo tarisawo zvido

zvevapi vamazano uye kuti chirongwa chingamiswa sei kuti chive

chinozadzisa nekupa mubayiro kuna vose.

2. Kana zvikwata zvasanganazve seboka, munhu mumwe kubva

muchikwata anozotsanangura chirongwa chekupa mazano

chechikwata chake.Vadzidzi muwekishopu vanogona kubvunza

mibvunzo kana kupa zvavnofunga nezvavanofunga kuti zvingaitwe

pamusoro pezvirongwa zvakasiyana-siyana zvekupa mazano

zvaburitswa navamwe.

99

Hooray! Your file is uploaded and ready to be published.

Saved successfully!

Ooh no, something went wrong!