07.06.2013 Views

Final- Shona Version Edited - Women's Learning Partnership

Final- Shona Version Edited - Women's Learning Partnership

Final- Shona Version Edited - Women's Learning Partnership

SHOW MORE
SHOW LESS

Create successful ePaper yourself

Turn your PDF publications into a flip-book with our unique Google optimized e-Paper software.

Basa remufambisi wechidzidzo

Mataurirane Atingaita Mumusangano:

Zvinotarisirwa Kuitwa Pakutungamirira

Mutungamiri anogona anoterera nekudzidza pamwe chete naavo vari

mumusangano. Basa rako nderekuronga misangano nekutungamirira

vadzidzi pazviitwa zvemumusangano. Hazvinyanyoda kuti uve nyanzvi

pautungamiri kana kuziva mhinduro dzese. Nhaurirano dzinobudirira

dzinovepo nezvinotaurwa nenhengo dzese dzeboka.

Kufambisa/Nhaurirana: Dzimwe nguva ungasuwa kuti nhaurirano

yeboka iende nerumwe rutivi kuburikidza nekubvunza wafungisisa. Basa

rako harisi rekutungamira zvinozobuda panhaurirano asi kungofambisa

rutivi runoenda nenhaurirano nguva imwe cheteyo uchiyeuka kuti

hakuna mafungiro akanaka kukunda ose kana ane musoro kukunda ese.

Nemaitiro aya unongona kuva nechokwadi kuti munhu wese apawo

pfungwa dzake pakudzidza nekugovana zivo. Mufambisi wakanaka

anounza mamiriro ezvinhu ane kuvimbana, kugadzikana zvekuti munhu

wese anonzwa kugadzikana kuti ataure zvaanofunga pasina kutongwa

kana kurwiswa. Izvi zvinosanganisira kubatsira vatori vechikamu kuti

vanzwe kugadzikana kuti vataure zvavanofunga pasina kutongwa kana

kurwiswa. Izvi zvinosanganisira kwakakwana zvekutosvika

pakuvakavana nevamwe nenzira ine kufunga nekuremekedzana. Usave

nehanya kana pava nenguva refu yerunyararo mushure mokunge mumwe

ataura. Idzi nguva inguva apo vadzidzi vanombomira vachifungisisa uye

vachitsvaga ushingi hwekutaura.

Kumutsa havi yenhaurirano: Muzvirongwa zvese zvebhuku rino

rekushandisa, mibvunzo yakaiswa kuti havi yenhaurirano negakava

ivepo. Mibvunzo ingoripo kutungamirira boka kuti riongorore

madingindira eutungamiri akasiyana-siyana. Bedzi-bedzi boka riri kuita

nhaurirano ine musoro yakakosha, unofanira kusununguka kuregera

nhaurirano ichimbobva pane mibvunzo yakabvunzwa. Unogona zvakare

kufunga kushandisa mhinhu dzakasiyana-siyana dzekuita chirongwa

kana zvidobi zvekubvunza mibvunzo zvisingori mubhuku rino (kuti

ugowana dzimwe pfungwa tarisa Appendikisi B). Kana waona vamwe

vadzidzi vanogona kunyora kana kushaya chivindi chekutaura, unogoma

kuisawo pfungwa yako, wobvunza mumwe wavo kuti anofungei

nezvawataura. Bedzi-bedzi ukaramba uchichenjererawo zvinodiwa

nedungamunhu riri kutora chikamu neizvo zveboka, uine uyanzvi

uchibvumiranawo, uyewo uchiratidza kuda kudzidza, uri kunyatsogona

kufambisa kwakanaka.

Kurambira padingidira: Pane dzimwe nguva, mufambisi anogona

kutungamira nhaurirano zvakanaka nekugona kuchengetedza nguva

nekueyeuchidza boka musoro wechirongwa. Kunyange zvazvo hukuru

hwemapoka emusangano huchisiyana-siyana zvakanyanyonaka nguva

23

Hooray! Your file is uploaded and ready to be published.

Saved successfully!

Ooh no, something went wrong!