Final- Shona Version Edited - Women's Learning Partnership
Final- Shona Version Edited - Women's Learning Partnership
Final- Shona Version Edited - Women's Learning Partnership
Create successful ePaper yourself
Turn your PDF publications into a flip-book with our unique Google optimized e-Paper software.
Chidzidzo Chegumi:

Tingaunganidzane Sei Kuti Tiite Basa?

Zvanangwa Zvechirongwa

• Kuongorora nzira zdakasimba dzingavapo dzekugona kuunganidza

vanhu..

• Kukurukura kuti ndezvipi zvinhu zvakakosha pachirongwa

chesangano kana chiitiko chinofanira kusadziswa zvinosanganisa

kuva nechiono, kuisa zvinangwa, kutsanangura maitiro, kuunganidza

zvishanidswa zvinodiwa nevashandi vacho, kutanga zvitwa nenzira

inosanganisa vese uye ine kutorwa kwechikamu, nekuumba

zviratidzi zvekuongorora kugona.

• Kuongorora basa remichina yekufambisa mashoko – nhare, michina

yefax, makombiyuta, neindaneti, pakati pezvimwe – pachinangwa

chekuunganidza panzvimbo, munyika kana munyika dzakawanda.

Zvingaitwa Pakudzidzisa

Verenga neizwi repamusoro nyaya inotevera nekuda kwedanidziro

yepasi pose kuti kurambizwe zvachose zvimbambaira. Kurukurai

muboka renyu zvinhanho zvakatorwa nevadzidzi padanidziro iyi kuti

vaunganidze rutsigiro rwepasi rese pachibvumirano chekurambidza

zvimbabaira (International Mine Ban Treaty) Mibvunzo inozotevera

inogona kubatsira kutungamira nhaurirano yeboka.

Vamwe vadzidzi vanogona kufarira zvakasimba musoro wenyaya

kudarika vamwe uye vonzwa kuda kuita nhaurirano yekutanga

inozosvitsa zvino panhaurirano yeboka rati kurei. Edza kushandisa nzira

yekufambisa yekuredza mudhishi kuti uburitse nhaurirano iri pachena

uye yakadzama (Ona Appendikisi B kuti uwane rumwe ruzivo)

103