Final- Shona Version Edited - Women's Learning Partnership
Final- Shona Version Edited - Women's Learning Partnership
Final- Shona Version Edited - Women's Learning Partnership
You also want an ePaper? Increase the reach of your titles
YUMPU automatically turns print PDFs into web optimized ePapers that Google loves.
Zvinotungamirira Mukusarudza Zvido: Bhuku Rekushandisa Kudzidzisa Madzimai

Utungamiri

chokwadi kuti kushanduka kuti kuitika kune chakanakira here kana

chakaipira rudzi rwevanhu. Zvakadaro tinogona kuva nechokwadi kuti

kana tikasatora, zvemuchina zviri kusanduka, remangwana rinoratidza

kujeka, rinogona kuzoitwika kwatiri rava nerima paruzivo rwedu,

zvatinoita kana kubvuma kwedu. Nekuda kwemichina yekufambisa

mashoko yechizvino-zvino ine maitiro anopa simba, 20st century ichapa

vakadzi mikana mitsva asi bedzi kana vakadzi vakagadzirira kutora

mikana yacho.

Michina yekufambisa mashoko inonetsa kunzwisisa uye ine njodzi

Michina inofambisa zveupfumi zvitsva pasi rese inozvifambisa yega, ine

mativi akawanda, uye inonetsa kunzwisisa. Inofamba ichidarika miganhu

yenyika. Inogona kutaridzika nemamwe mataridzikire uye nekumwe

kugona apo inokura, ichisvika mamiriro matsva anoda kushandukawo

kunoenderana kubva kudungamunhu, nharaunda, nenyika.

Madungavanhu, mapoka, kana nyika vanonyotsonzwisisa mavakirwe

emuchina nekusanduka-sanduka kwawo vanenge vari pari nani kuti

vakohwe mibayiro yacho. Avo vainganyatsonzwisisi michina

yekufambisa mashoko mitsva iyi uye vasingatori mikana pakuishandisa,

kuigadzira simba hainei neutera hwevanhu. Hatizokundi utera hwayo

nekunyunyuta kana kukumbira. Chatinofanira kuita kuwana mhindu

nenzira dzekukwanisa kuenderana nayo kuti titore simba racho

ritibatsire. Iri ndiro dambudziko chairo redzidzo. Zvakadaro kuti

tiripedze zvakanaka, tinofanira kuritarira nenzira yezvematongerwe

nokuti kupa mhando yeutungamiri inounza kutenderana munharaunda

kunozounza zvirongwa zvenharaunda.

Michina yekufambisa mashoko ine ramangwana riri nane kuvanhu

vese

Michina yekufambisa mashoko inogona kutibatsira kuwana ruzivo,

utungamiri, nekubvumirana kwatinoda kuti tishandire upenyu hwatiri

kutsvaga, Michina yekufamisa mashoko mitsva inogona kuendeswa

kunzvimbo dzose dzepasi rose nemitengo iri nani kuti indotsigira

mitemo neyepasi rese inobatsira vanhu nenharaunda dzinosiya mikana

yakakwana kuti dzitore chikamu pazvibvumirani zvinnobata upenyu

hwavo. 20st century yakaunza kubudirira kwakanakisa kwazvo mune

zvesainzi nezvemichina. Nokuda kwaizvozvo, 20st century ine mukana

wekuunza kubudirira kwepamusoro muupenyu hwevanhu kufambira

mberi kwesainzi kwakatipa simba rekubvisa zvirwere zvinouraya

zvizhinji, kuwedzera makore ekururama, kusandura maitiro emabasa,

uye kupa mararamiro akanaka kumunhu wese. Tava zvino kugona

kusvika, kuunganidza nekufambisa mashoko neruzivo pasi rose

nekukasika uye tichishandisa mari shoma. Tava kugona kusvetuka

10