05.06.2013 Views

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

SHOW MORE
SHOW LESS

Create successful ePaper yourself

Turn your PDF publications into a flip-book with our unique Google optimized e-Paper software.

Chidzidzo 11

sika, mari yakarasika, nemwanakomana muparadzi (onai Ruka 15).

Muzviito Zvake zvese Akanga ari muenzaniso wezvaAka dzidzisa

paakati, “Ida muvakidzani wako sezvaunozviita” (Mateo 19:19).

Mushure mekudzidzisa kucherechedza nekubatsira muvakidzani kwakaitwa

nemumwe murume, Akadzidzisa kuti tinofanira “kuenda,

nekunoita . . . saizvozvo” (Ruka 10:37).

■ Mutoro wedu chii kune vese, kusanganisira vakasiyana nesu?

■ Zvinorevei kuda vavakidzani vedu sezvatinozviita?

Tingava Sei SaKristu muUkama hwedu neVamwe?

Tiri kutevera muenzaniso waKristu kana tichiita tsitsi kune vamwe

nekuratidza hanya nerudo kwavari. Mutungamiri N. Eldon Tanner

vakati: “Zvinoratidza kuti tinokwanisa kugaro wana zvatinotsvaga

mumunhu. Sezvatinoziva tese, hapana mumwe wedu akarurama.

Patinonogedzera chakaipa kana utera, zvinokonzera kuonekwa kwechakaipa

totadza kuona zvakanaka zvemunhu” (“Nay, Speak No Ill,”

Ensign, Kurume 1973, p. 2). Kana tikaona zvakazara kukosha kwevamwe,

tinozotsvaga zvakanaka zvavo. Tinozobata vamwe nerudo

netsitsi.

■ Tingabata munhu ega-ega sei mumamiriro anotevera kana tikacherechedza

kukosha kwemunhu tomuda sezvatinozviita?

“Akanga ava makore akawanda Margaret apedzisira kupinda mumukereke

wechirairo; paakapinda musvondo akawana chigaro nekukurumidza,

akanzwa semweni. Akanga arega dambudziko reIzwi

reUchenjeri richimutadzisa kuuya nguva dzese . . . Bhishopi . . . vakamuudza

kuti akauya kukereke kakawandza nekunamata kakawanda,

zvaizova nyore kwaari kukunda tsika yake yaikuvadza.

“Kunyange nhengo zhinji dzakanga dzava itsva kwaari, Margret atanga

zvishoma-nezvishoma kunzwa seakunge akanga adzoka kumba

mushure menguva refu. ... Mushure menguva diki munamato wekuzarira

wakaitwa akafamba kuenda kunze nevazhinji. Abata zvidimbu

zvehurukuro munyasi make, achida chinyararire kuva mukati madzo.

Zvino pakarepo izwi rekazevezeve kumashure kwake rakaita seraidaidzira

pamusoro pemamwe ese richipinda muudzamu hwemweya

wake: ‘Nhai, wanzwa hwema hwefodya? Handina kunyatsokwanisa

kuisa pfungwa dzangu panhaurwa. Ndinofanira kuchenjerera pandinogara’

” (Helen Selee, “And Jesus Wept,” Ensign, Kubvumbi 1973,

p. 14).

■ Wainzwa sei dai waiva Margaret? Chii chataikwanisa kuitira muvakidzani

akaita saMargaret?

88

Hooray! Your file is uploaded and ready to be published.

Saved successfully!

Ooh no, something went wrong!