05.06.2013 Views

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

SHOW MORE
SHOW LESS

You also want an ePaper? Increase the reach of your titles

YUMPU automatically turns print PDFs into web optimized ePapers that Google loves.

Chidzidzo 16

“Vakanga vakapa musana wavo kwandiri, havana kucheuka kana kutaura

chimwe chinhu kana kuita chimwe chinhu. Ndakava nechokwadi

chekuti vakanga vasina kundinzwa. Nokudaro, zvakaneta ndakazvidzokorora.

“Baba ndinokudai” Nekunonokera vakatende ukira kwandiri.

Baba vangu vasina hanya, vasingabatike vakayerera misodzi

nepamatama avo. Vakandimbundira vakandiswededza pedyo uye

vakatsvoda nhongonya yemusoro wangu. Ndiyo nguva yekutanga

mumakore angu gumi nematanhatu andakakwanisa kuyeuka baba

vangu vachindimbundira” (semataurirwo azvakaitwa kuna Linda Marx

Terry, “Telling My Father I Loved Him,” Ensign, Kukadzi 1978, p. 51).

■ Sista uyu akaitasei kukudza baba vake? Maitiro aya anotibatsira sei

kukudza vabereki wedu.

■ Kurukura nzira dzinotevera dzatingakwanise kukudza vabereki

vedu. Nyorai pabhodhi nzira idzo dzinoratidzika kubatsira zvakanyanya

kunhengo dzekirasi.

■ Kudziridzai kuwirirana nekubatana kwemhuri.

■ Ivai nekuvimbika, tsitsi, rudo, nekufadza.

■ Kusamboita chinhu chatinonyara kuonekwa naamai kana baba vedu

tichiita.

■ Kuratidza rukudzo chairwo kuvabereki vedu mumamiriro ezvinhu ese.

■ Kuva nehanya nemanzwiro evabereki vedu.

■ Kuva chikonzero chekukudzwa kwavo uye kuvapa zvikonzero zvekudada

nesu.

■ Kuva muwadzanisi uye muenzaniso wevhangeri raJesu Kristu.

■ Tingaitesei kushandisa mazano aya mukukudza vabereki vedu?

Tingakudze sei vabereki vedu kana tiine shamwari dzedu? Wedzera

mazano kune zvakanyorwa pabhodhi.

Dzimwe nguva kana tichiyeuchidzwa kukudza vabereki vedu, tinofunga

kuti murairo uyu unechekuita kunyanya kuvana vadiki. Asi murairo

uyu hautaure zera rinogumira kukudza vabereki. Hazvina basa

nezera ratiri, murairo uyu unechekuita nesu.

■ Ratidza mufananidzo 16-a, “Mudzimai ari kuchengeta mubereki

akwegura.”

“Apo Jesu akanga ari panyika, maJudha akanga ashandura mutemo,

waida kuti vakudze baba naamai. Vaiti kana munhu akavimbisa

kuchechi mari iyo yaangange achishandisa kubatsira vabereki vake,

138

Hooray! Your file is uploaded and ready to be published.

Saved successfully!

Ooh no, something went wrong!