05.06.2013 Views

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

SHOW MORE
SHOW LESS

You also want an ePaper? Increase the reach of your titles

YUMPU automatically turns print PDFs into web optimized ePapers that Google loves.

Chidzidzo 5

Zvakazarurwa izvi, zvine mirairo chaiyo pamusoro pemaitiro eutano

anobatsira neanokuvadza, murau waMwari weutano kuvana Vavo

panyika.

Murau waMwari weUtano

Murairo weIshe pamusoro pekudya kwekudya nezvinhu zvekunyenyeredza

kana kushandisa zvakachenjera unoumba murau Wavo weutano.

Zvidyo zveKudya

Ishe vakapa mirau nemurairo kubatsira vana Vavo. Muzvakazarurwa

maererano nekuchengeta nekudzivirira miviri yedu yenyama,

Vanotitaurira marudzi ezvidyo zvatinofanira kudya. Pakazarurirwa

Izwi reUchenjeri kuna Joseph Smith, vazhinji vakanga vachirwara

nekushaiwa kudya kwakakwana mumuviri nokuti vakanga vasingadye

zvidyo zvakasiyana-siyana zvakakwana. Nokuda kwekusaziva

kana mugariro, vanhu kazhinji vakanga vasingadye zvakakwana

michero nemavejitebhuru. Vamwe vakanga vasingadye tsanga dzakakwana

asi vaisimba kunyanya nenyama chete. Kuraira kwaIshe kwekudya

michero yakasiyana-siyana, mavhejitebhuru, tsanga, nenyama

zvakabatsira Vatendi kuti vave vakasimba, vachiwanisa miviri yavo

nezvinhu zvinodikanwa pautano hwakanaka. Mushure memakore

anopfuura 60 Izwi reUchenjeri razarurwa kuburikidza neMuporofita

Joseph Smith, vana mazvikokota vesainzi vakatanga kuziva huchenjeri

mukudya zvidyo zvakasiyana-siyana.

■ Ratidza mufananidzo 5-a, “Zvidyo zvekudya.”

Mumwe nemumwe wedu anozova akasimba patino tevera kuraira

kwaIshe kwe (1) kushandisa makwenzi, michero, nemavhejitebhuru,

(2) kushandisa tsanga sechikamu chinokosha chezvatinodya, uye (3)

kudya nyama yemhuka zvinemwero. Chimwe nechimwe chezvikwata

zvezvidyo izvi zvinopa kudya kwemuviri kunodikanwa.

■ Ndezvipi zvidyo mune chimwe nechimwe chezvikwata izvi zvinowanikwa

kwamuri?

■ Nyora Zvidyo zvekudya pabhodhi, pasi pacho wonyora zvidyo zvatinorairwa

kuti tishandise.

■ Verengai Dzidziso neZvibvumirano 89:10–17. Ndezvipi zvidyo zvatinorairwa

naIshe kuti tidye?

Zvinhu zveKunyenyeredza

Izwi reUchenjeri rinoyambirawo kubva pakutora zvimwe zvinhu

mumiviri yedu. Tinorairwa kunyenyeredza zvinwiwa zvakasimba (zvinoreva

zvese zvinwiwa zvinodhaka), kunyenyeredza kushandiswa

kwefodya mune ipi zvayo nzira, uye kunyenyeredza zvinwiwa zvino-

35

Hooray! Your file is uploaded and ready to be published.

Saved successfully!

Ooh no, something went wrong!