05.06.2013 Views

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

SHOW MORE
SHOW LESS

You also want an ePaper? Increase the reach of your titles

YUMPU automatically turns print PDFs into web optimized ePapers that Google loves.

Chidzidzo 3

tuka chirwere kuti chisave nesimba rekukanganisa muviri wangu,

vakandivimbisa kuti ndichaita zvakanaka. Vakandiropafadza kuti ndigove

nesimba rekunzwa kurwadziwa kwandaikwanisa kutakura.

“Panguva yandakanga ndakaiswa kwangu ndega, kwandaka rwadziwa

zvikuru, ndakadzidza zvakawanda pamusoro peMuponesi,

rudzikinuro, nerudo rwaIshe Jesu Kristu. Zvakaratidzika kwandiri kuti

ndakanga ndichidzidziswa nguva yose. Pakave nenguva imwechete

yandakanzwa ndisisakwanise kushivirira marwadzo, asi ipapo sekuru

Ray Moss nemwana wavo Raphel vakaisa maoko avo pamusoro

wangu vakandinamatira.

“Panguva iyoyi ndakange ndinekurwadziwa kunotyisa mumaziso

angu zvekufi ndakanga ndisingaone. Imwe nguva ndakapengenuka

kwenguva yakakwana kunzwa chiremba achitaurira . . . mukoti wake,

kuti ndakanga ndiine nguva imwechete kubva zviuru zvishanu yekuzomboona

zvakare—asi ndaiziva ndaichazoona. Pamusoro pezvo,

rutivi rwangu rwekurudyi rwakanga rwabatwa; ndakanga ndisingakwanise

kufambisa tsoka yangu, uye ruoko rwangu rwakanga rwarukutika.

Asi handina kumbokonona kuti ndichaita zvakanaka.

“Umwe usiku . . . izwi rakati kwandiri, kana uine rutendo kana

rushomo-shoma, unokwanisa kufambisa soka yako uye unokwanisa

kuona.’ Ndakanzwa kutukwa, nokuti ndaifunga kuti ndakanga ndato

ratidza rutendo rukuru. ...

“Ndakanamata kuna Ishe ndikaratidza rutendo. Ndikazoedza kupindutsa

musoro wangu. Kusvika panguva iyoyo ndakanga ndisinga

kwanise kuita izvozvo ndisinga dzimirwe, asi panguva iyi ndakakwanisa

kuupindutsa uye ndikakwanisa kuona kamutswi kechiedza pasi

pegonhi rangu.

“Ndakanzwawo kuti ndikaedza, ndaizokwanisa kufambisa gumbo

rangu....

“Rutendo chipo chaMwari, uye vakandipa rutendo rwakawanda kupinda

rwandakambova rarwo muupenyu hwangu. Ndakafambisa

gumbo rangu. Ndakarara ipapo usiku hwese ndichifara nekurumbidza

Ishe—handina kuda kutaurira chero munhu kusvikira mangwanani.

Ishe vakanga vavimbisa kuti ndichapora kuburikidza nerutendo nesimba

rehufundisi neminamato yeavo vaindida. Ndinorumbidza Ishe

nekundibvumira kuti ndive nerudzi rwechiitiko ichocho, nokuti chakandisimbisa”

(“Faith Is a Gift of God,” Remarkable Stories from the Lives of

Latter-day Saint Women, 2:1–3).

■ Ndechipi chipo chemweya chakatambirwa naSista Affleck? Rutendo

rwake rwaka kuridzira sei ropafadzo raakatambira?

23

Hooray! Your file is uploaded and ready to be published.

Saved successfully!

Ooh no, something went wrong!