05.06.2013 Views

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

SHOW MORE
SHOW LESS

You also want an ePaper? Increase the reach of your titles

YUMPU automatically turns print PDFs into web optimized ePapers that Google loves.

Chidzidzo 31

“ ‘Ndinozonyatsa kudzichengeta,’ ndakadaro ‘Ndapota.’

“Mutengesi akauya akaira tsoka yangu.”

“ ‘Shangu tsvuku idzi idiki nehafu yesaizi,’ akadaro, ‘uye ndiyo chete

peya yatasarirwa nayo. Zvisinei,’ akawedzera paakaona kusuwa kwaiva

pachiso changu. ‘Dzimwe nguva shangu dzakafanana nemasenduru

dzakakura zvishoma kupinda shangu dzamazuva ose. Ungada kudziyera

here kuti uone kana dzichikwana.’

“Amai vakaedza kunditsanangurira chokwadi vachindiudza kuti tsoka

dzangu dzaida nzvimbo yokukura kunyangwe kana shangu dzacho

dzaikwana iyezvino. ...”

“Shangu dzacho dzaiva nechigunwe nehiri zvakagadzirirwa mukati

meshangu, dzaishinya, asi zvisinei ndakabudirira pasina kumanikidza

kukuru mukupfeka dzose, ndikasumuka ndikatarisa kutsoka dzangu

muruyemuro.”

“ ‘Munganditengera idzodzi idzi here?’ ndakabvunza, ndichinzwa,

pasina kupokana, kuti ndaikwanisa kutatamura tambo dzadzo

nenguva shoma shoma kuti dzikwane zvakanaka.”

“Shangu dzacho dzakanga dzisingataridziki kuva diki zvakanyanya,

asi amai vainge vaiva nechokwadi kuti pakanga pasina nzvimbo

yakakwana kuti tsoka dzangu dzikure. ...”

“Tariro yangu yakadzikira. ... Amai vakuunyanisa huma yavo mukufunga

kwakadzama apo pavakaenda kunonhonga peya yebhutsu dzebhurauni

dzekushanda nadzo musaizi yandaida.

“ ‘Wadii kumboedza idzi,’ vakadaro; ‘zvino wozoita sarudzo yacho

iwe pachako.’ ”

“Ndakafara chaizvo. Kunyangwe ndakanga ndamboita sarudzo kare,

ndakanga ndisati ndamboita sarudzo yakakosha seiyi. ...”

“Apo ndaipfeka imwe yeshangu dzebhurauni nokusunga tambo dzayo,

yainyatsokukwana zvakanaka kupinda tsvuku yaiva kune rumwe

rutsoka rwangu. Ndakafungisisa chinyararire apo ndaiedza kunyatso

sarudza kwazvo, ndichifunga zvakanaka nezvakaipa zveshangu yoga

yoga. Bhutsu dzaizogara kwenguva yakareba, uye dzainyatsokwana

zvakanaka, asi dzaingova bhurauni dzisina kunyanya kunaka, dzichingotaridzika

kuva dzamazuva ose chokwadi, uye pamusoro pazvo,

dzaiva rudzi rwandaigara ndichipfeka. Shangu tsvuku dzaiva dzakanaka,

uye ndaida dzakasiyana nedzandaigara ndichipfeka . . . zvechokwadi,

dzaishinya, asi ndaikwanisa kutambura kwezuva kana maviri

kana zvaidikwa. . . . Hongu, ndakanga ndiri kuzotora tsvuku

dzacho. ...”

288

Hooray! Your file is uploaded and ready to be published.

Saved successfully!

Ooh no, something went wrong!