05.06.2013 Views

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

SHOW MORE
SHOW LESS

You also want an ePaper? Increase the reach of your titles

YUMPU automatically turns print PDFs into web optimized ePapers that Google loves.

Chidzidzo 32

Sista Covey vakati: “Ndakamuudza kuti panofanira kunge panechikonzero

chakanaka uye kuburikidza nemunamato nekudzidza magwaro

matsvene aizonzwisisa kuti sei.”

“Mwedzi chaiwo wakatevera akakumbirwa kuva mumwe wemaofisa

eseminari yechikoro chokusekondari. ...”

“Gore iroro akava nezviitiko zvomweya zvikuru zvakawanda.

Akaumba hushamwari hwakadzama hunoreva chinhu uye aiva neshanduro

yakanaka mukubatsira vanhu vakawanda kuva vakasimba

muKereke.

“Pashure akazondiudza kuti zvishoma nezvishoma akasvika pakuzvinzwisisa

nemukunamata kwakasimba nokudzidza magwaro matsvene.

‘Ndaida kuva mutungamiri wavakuzi kupinda zvimwe zvinhu zvose,

asi Ishe vaiziva kuti ndaida chimwe chiitiko ichi zvakanyanya. Ndaida

zvakanyanya kukura pamweya. Chaiva chinhu chakaoma, asi ndinoziva

mumwoyo mangu kuti chaiva chakanaka” (Stephen R. na Sandra

Covey, “Teaching Our Children to Pray,” Ensign, Ndira 1976, p. 63).

Kubudirira pazvinangwa zvedu kunozova nyore kana tikabvisa kubva

muhupenyu hwedu izvo zvinhu zvinotiodza moyo kana kuti misa.

Tsika dzisina kururama, shamwari dzisina kunaka, nepfungwa dzakaipa

dzinouya nokuda kwekutya nokupokana zvinotidzivirira kubva

mukubudirira pazvido zvakarurama.

Kuvanetarisiro yakanaka kunozotibatsira kubudirira pazvinangwa

zvatinenge tazvimisira. Apo tinoshanda zuva nezuva pakuzvinatsa,

tinofanira kunakirwa nerusununguko zvakazara pabudiriro yoga

yoga, zvisinei nokuti idiki zvakadii. Mukuru Mark E. Petersen vakatipa

kurudziro iyi:

“Ndinotenda kuti munzira dzakawanda, pano uye iyezvino muhupenyu

hunofa, tinokwanisa kuzviruramisa. Mumwe mwero weururami

unobvira kuwana muhupenyu huno. ...”

“Ndine chokwadi kuti chimwe chezvido zvikurusa zvaIshe Mwari

wedu ndeche kuti tichachengete murairo mukuru uyo unoti ‘Ivai vakakwana’

(Mateo 5:48)” (Toward a Better Life, [1960], pp. 312–13).

■ Unotsanangura sei mashoko aMukuru Petersen kuti “mumwe

mwero weururami unobvira kuwana muupenyu huno?”

Kubudirira pazvinangwa zvedu zvakarurama kunozouya semubairo

wekuronga, kuedza, nokunamata. Tinofanira kuyeuka kuti hatizombofi

takakundikana kana chete tichivavarira kusvika pazvinangwa izvi

nokutsvaka kunzwisisa chido chaBaba voKudenga kwatiri.

Takatambira vhangeri tikapinda Kereke kutibatsira kuva saBaba vedu

vari Kudenga.

306

Hooray! Your file is uploaded and ready to be published.

Saved successfully!

Ooh no, something went wrong!