05.06.2013 Views

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

SHOW MORE
SHOW LESS

You also want an ePaper? Increase the reach of your titles

YUMPU automatically turns print PDFs into web optimized ePapers that Google loves.

Chidzidzo 14

“Kuti mweya yedu vana vekuberekwa vevabereki vemweya, vekudenga;

“Kuti chinangwa chikuru chekuva kwedu pano panyika munyama kuti

tiedzwe kuona kana tichizoita izvo zvatinoudzwa naIshe kuti tiite. . . .

“Zvakakosha kuti tichengete mupfungwa kuti sarudzo dzatinoita

patinosarudza chakanaka nechakaipa isarudzo dzinokosha zvikuru

dzatichazomboita. Padziri ndopanomira rufaro rwedu kana kusuwa

munguva yose nekusingaperi.

“Zvino zvifakazira, zvakarurama uye ichokwadi, kuti Mwari Baba

vedu vari kudenga neMwanakomana Wavo Anodiwa Jesu Kristu,

Mununuri wedu, havangatiise munzvimbo yakadai, mune zvakawanda

zvinomira sarudzo dzedu, vasingatipe nzira dzatingakwanise

nadzo kuona chakanaka kubva kune chakaipa. Nzira yaakatipa izwi

reMweya” (“The Voice of the Spirit,” Ensign, Nyamavhuvhu 1978,

pp. 3–4).

■ Verengai VaEfeso 6:11–18. Utungamiri hweMweya Mutsvene hunofananidzwa

sei pakupfeka nhumbi dzose dzekurwa dzaMwari?

Mhedziso

Simba nekufurira kwaSatani zvikuru. Pakusvika pedyo kwekuuya

kwaIshe kwechipiri, Satan achawedzera kuedza kwake kwekutinyengedza

nekutiparadza. Kana takasimba takashinga, tinokwanisa

kukunda uipi hwanhasi.

Nokuti Vatungamiri Vekutanga nevane Gumi neVaviri vari kuziva dzidziso

dzenhema neuipi zviri munyika, vanoramba vachitiyambira

nekutidzidzisa sekurairwa kwavanoitwa naIshe. Tinofanira kutevera

kuraira kwavo kuti tiwane simba nedziviriro.

Tinofanira kuchengeta mupfungwa mazano akapiwa kwatiri na

Mutungamiri Ezra Taft Benson kukurira uipi hwenyika ino: “Ku

Vatendi vaMazuva Ekupedzisira pasi rose, tinoti:. ... Chengetai mirairo

yaMwari. Teverai kuraira kwemuporofita wake anorarama. . . .

Dzidzisai vana venyu kufamba vakatwasanuka pamberi paIshe.

Namatai mudzimba menyu mangwanani nemanheru. ... ‘Musazvipe

kuzvakaipa, asi garo zvipikisai nezvakanaka’ (mu Conference Report,

Kubvumbi 1978, p. 48; kana Ensign, Chivabvu 1978, p. 34).

Zvekuita

Namatirai uchenjeri hwekucherechedza nekupikisa uipi. Taurai makashinga

pamusoro pezvakanaka. Gadzirirai kuuya Kwechipiri KwaIshe.

Kurirai uipi hwanhasi nekushandisa kuraira kwaIshe sezvakanyorwa

muDzidziso neZvibvumirano 45:57; Chenjerai, gashirai chokwadi, torai

Mweya Mutsvene semutungamiri wenyu, uye musa nyengedzwe.

124

Hooray! Your file is uploaded and ready to be published.

Saved successfully!

Ooh no, something went wrong!