05.06.2013 Views

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

SHOW MORE
SHOW LESS

Create successful ePaper yourself

Turn your PDF publications into a flip-book with our unique Google optimized e-Paper software.

KUITA

SARUDZO

Chidzidzo 31

Chinangwa chechidzidzo chino kutibatsira kunzwisisa kukosha kwekuita

sarudzo dzakachenjera.

Sei Tichifanira Kudzidza Kuita Sarudzo

“‘Hatikwanisi kumhanya kupfuura zvatiri kuita here?’ Ndakabvunza

nokunetsekana apo taidhiraivha nemugwagwa mukuru tiri mumotokari

yedu yatakanga tichangotenga kubva kune mumwe munhu.

“Amai vakanyemwerera, ‘Sei uchida kukurumidza kudaro?’ vakaseka

sevakanga vasingazivi.

“ ‘Handikwanisi kana kumirira kutenga shangu,’ ndakapindura.

Ndaifara zvikuru, nokuti kwakanga kwapfuura nguva ingangoita gore

kubvira . . . ndakaendwa neni kuchitoro kunotenga shangu. ...’ ”

“Dhorobha raiva nechitoro chikuru chomuruzevha cheshangu chaiva

chinambwe chemamaira mana, uye zvaitaridzika sezvaitora gore tisati

tasvika.

“ Patakangomira, ndakauruka kubuda mumotokari ndikamhanyira

muchitoro. Ndakamhanya kupfuura paiva nemagaba ezvokudya, ndikadzika

kupfuura paiva nemidziyo, uye ndakanga ndisati ndasvika

kwaiva neshangu pandakadziona. Apo pasherefu yepakati yakanga

yakasimudzirwa zvishoma paiva neshangu dzaiva tsvuku dzakajeka

dzakaiswa pachitsigiro chesiriva. Ndakamira pakarepo ndikabata hana

yangu mukutorwa nerunako rwerudzi dzarwo nekunaka kwetambo

dzadzo dzaiva dzakaita sedzamasenduru. ...

“Amai vakauya nekumashure kwangu, ndikabva ndaenda navo kusherefu,

ndikabva ndaenda navo kusherefu yacho chaiko.

“Munganditengera idzi here?” ndakabvunza netarisiro. Amai vakawongorora

shangu dzacho kwenguva yakareba.”

“ ‘Hadzisi dzokuita zvinhu zvakawanda nadzo,’ vakadaro pokupedzisira.

287

Hooray! Your file is uploaded and ready to be published.

Saved successfully!

Ooh no, something went wrong!