05.06.2013 Views

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

SHOW MORE
SHOW LESS

You also want an ePaper? Increase the reach of your titles

YUMPU automatically turns print PDFs into web optimized ePapers that Google loves.

Chidzidzo 2

Ekupedzisira vakaronga kuenda kuhoro yedhanzi yevanhu vese yakanga

inembiri isinakunaka.

“Auya kumba masikati musikana akazivisa chirongwa chevaviri,

achiti, ‘Tinofunga chichava chiitiko chinofadza.’ Zvakanaka, amai

vakabvunza musikana pauchenjeri hwekuenda uye vakamutsiudza,

as musikana haana kugutsikana.

“ ‘Hatizoita zvakaipa,’ akataura. ‘Chi chakaipa pakungo enda kunoona

zvinoitika?’

“Amai havana kuzoenda mberi nekuramba. Manheru iwayo apo musikana

aigadzirira kupfekera kudhanzi, amai vakaraira kuti apfeke

hembe yake chena yakanakisisa yemabiko. Musikana akafara.

Akafunga kuti amai vake vakanga vadzora mwoyo.

“ ‘Chinguvana, paakabuda achiratidzika kunaka kukuru, akadaidzira

nerufaro kuna baba naamai vake, Ko, ndinotaridzika sei?’

“ ‘Oo, urikutaridzika zvakanaka,’ amai vake vakapindura. ‘Ndiyo

hembe yako yakanakisisa.’

“ ‘Ungandiitirewo chimwe chinhu, usati waenda, huchi?’ baba vake

vakakumbira. ‘Ungaende kunze kuimba yehutsi [chivako chidiki kuno

gadzirirwa kana kuomeswa nyama] undiunzirewo rutivi rwenyama

yenguruve?’

“ ‘Imba yehutsi!’ akachema nekushamisika. ‘Baba, murikutamba.’

“ ‘Kwete handisi,’ vakaramba vachidaro baba vake.

“ ‘Muhembe yangu yakanakisisa? Handimbozo kwanisa kupedza

mweya wakaipa iwoyo.’

“ ‘Ndizvo chaizvo,’ amai vake vakapindura. ‘Haungaende muimba

yehutsi usingatore zvinobatira zvemo. Uye tinofunga wakachenjera

zvakakwana zvekusaenda munzvimbo yaunozobuda usisina kunaka

nekuchena kupinda zvawapindamo.’

“Mushure mekanguva kekufunga musikana akati, ‘ndinofunga hatifanire

kuenda’ ” (Relief Society Courses of Study, 1974–75, pp. 4–5).

■ Sei zvakakosha kuti ufunge mubairo weimwe sarudzo usati waiita?

■ Ungaziva sei kuti mubairo wesarudzo ungazovei?

Unozvipindurira kuSarudzo Dzaunoita

Zuva richasvika patichave nemukana wekumira pamberi paMwari

kuti titongwe maererano nesarudzo dzatinoita nezviito zvatinoita

muupenyu huno.

“ ‘Zvinodikanwa nekutonga kwakanaka kwaMwari kuti vanhu vanofanira

kutongwa maererano nemabasa avo, Aruma [weBhuku

15

Hooray! Your file is uploaded and ready to be published.

Saved successfully!

Ooh no, something went wrong!