05.06.2013 Views

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

SHOW MORE
SHOW LESS

You also want an ePaper? Increase the reach of your titles

YUMPU automatically turns print PDFs into web optimized ePapers that Google loves.

242

KUTANDARA

SEMHURI

Chidzidzo 26

Chinangwa chechidzidzo chino kutibatsira isu nemhuri dzedu kuva

nerudo nokubatana kukuru nemukutandara pamwechete.

Mhuri Dzinofanira Kutandara Pamwechete

■ Taridza mufananidzo 26-a, “Mhuri irikutandara pamwechete.”

■ Ita kuti masista maviri awanga wasano rongera ataurire vamwe zviitwa

zvakanakidza zvokutandara nemhuri dzavo zvavakava nazvo.

Chikamu chinokosha chokurarama vhangeri kuita zvinhu pamwechete

semhuri. Izvi zvinotaridzwa zvakanaka muchiitiko chinotevera chakataurwa

nevamwe baba:

“Rimwe zuva nadakakumbira mwanakomana wangu kuti aunze

matoyi ake mumba. Ndakashamiswa zvikuru kunzwa achiti akanga

aka ‘neta chaizvo’ . ... Ipapo chimwe chiitiko chakauya mupfungwa

dzangu chezuva rakanga rapfuura, apo mwanakomana wangu paakanga

andikumbira kuita mutsimba naye. Mhinduro yangu yaiva yokutii?

Ndakanga ndaka ‘neta chaizvo.’ Kana kuti nguva yaaida kutamba

bhora neni—zvakare ndakanga ndaka ‘neta chaizvo’.

“. . . Mazuva akati kuti aitevera, ndakakumbira mwanakomana wangu

kunonga mbatya dzake nokudziisa padzinogara. Panguva ino akanga

ane ‘zvakawanda zvokuita’. Ndakarangarira nguva yaaida kuti ndimuverengere

asati arara ...ipapo inini ndaiva nezvakawanda

zvokuita.’

“. . . Ndakatsidzira kupedza nguva yakawanda nevanakomana vangu.

Kungovagumbatira, kuvatsvoda, uye nokuvataurira kuti ndinovada

chete kwakanga kusingavanyengedzi. Vaida kuuruka uruka, kuita

mutsimba, uye kutamba neniwo.

“Iyezvino ndinotora chinhanho muzvinhu zvakawanda zvavanoita. ...

Hooray! Your file is uploaded and ready to be published.

Saved successfully!

Ooh no, something went wrong!