05.06.2013 Views

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

SHOW MORE
SHOW LESS

You also want an ePaper? Increase the reach of your titles

YUMPU automatically turns print PDFs into web optimized ePapers that Google loves.

Chidzidzo 14

nekuda kwemakunakuna kana kubatwa chibharo; panenge upenyu

kana utano hwemukadzi hwatongwa nekuyerwa namazvikokota

wezvekurapa kuti huri munjodzi; kana panenge mwana asati azvarwa

azivikanwa namazvikokota wezvekurapa kuti ane zvisina kumira zvakanaka

paari zvekuti mwana uyu haararame kupfuura pakuzvarwa.

Asi izvi hazvisi zvikonzero zvekuti pamuviri panobva pabviswa.

Kunyange munyaya dzakadai, vaviri vanofanira kusarudza kubvisa

pamuviri chete mushure mekutaurirana ivo, uye bhishopi wavo nekugashira

kusimbisa kutsvene kuburikidza nemunamato.

“Tsika yekubvisa pamuviri kwekuzvidira inopikisana zvikuru nemurairo

waIshe, ‘Usabe; kana kuita upombwe, kana kuuraya, kana kuita

chimwe chinhu chakaita saizvozvo’ (D&Z 59:6). Tinokurudzira vese

kuchengetedza kuera kweupenyu hwemunhu nokudaro towana rufaro

rwakavimbiswa kune avo vanochengeta mirairo yaIshe” (“Statement

Issued on Abortion,” Church News, 19 Ndira 1991, p. 5).

Hupambwe

“Zviito zvekubatana kwakadzama kunze kwemhiko dzemuchato

hazvibvumirwe naIshe nekuti zvinokanganisa zvinangwa Zvavo.

Mukati mechibvumirano chinoera chemuchato, ukama hwakadai huri

maererano nechirongwa chavo. Kana zvikaitwa neimwe nzira, zvinopikisa

chido Chavo. Zvinokonzera kukuvara kukuru kwemanzwiro

epfungwa nemweya. Kunyange zvazvo vanoita izvi vasikazvione kuti

zviri kuitika ipapo, vanozozviona pamberi.

“Unhu hwekupomba hunotadzisa kutunha kweMweya Mutsvene

nekwaniso dzawo dzekusimudzira, kujekesa nekusimbaradza.

Hunokonzera kukuchidzirwa kwakasimba kwezvenyama nepfungwa.

Nekufamba kwenguva, zvinozokonzera kupanga kusingapere kunokonzera

mutadzi kuva muchitadzo chakaipisisa. Hunokonzera undingoveni

uye hunokwanisa kuburitsa zviito zvekumanikidza zvakaita seutsinye

kubvisa pamuviri, kushandisa zvisizvo zvekusika, nemhaka

dzechisimba. Kukuchidzira kwakadai kunogona kutungamira kuzviito

zvekudanana kweverudzi rumwechete sekuti murume nemurume

kana mukadzi nemukadzi, zvakaipa uye hazvisizvo.

“Kutadza kwekupomba kunogona . . . kupedza simba rako rezvemweya,

kwokanganisa rutendo rwako munaJesu Kristu, kwotadzisa

kwaniso yako yekuMushandira. Kuda kuteerera kuno ramba

kuripo, kunowedzera simba rako nekwaniso. Kunoburitsa unhu

unokubvumira kutarisana nezviitiko zvakaoma nekuzvikunda.

Kunokukodzerasa kugashira femero nesimba kubva kuna Ishe”

(Richard G. Scott, mu Conference Report, Gumiguru 1994, pp. 50–51;

kana Ensign, Mbudzi 1994, p. 38).

119

Hooray! Your file is uploaded and ready to be published.

Saved successfully!

Ooh no, something went wrong!