05.06.2013 Views

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

SHOW MORE
SHOW LESS

You also want an ePaper? Increase the reach of your titles

YUMPU automatically turns print PDFs into web optimized ePapers that Google loves.

Chidzidzo 8

“Zvino umwe usiku kugogodza kwakauya pagonhi rake. Mwana

mudiki akangoti, ‘Baba vanoda kuti muuye. Vanoda kutaura nemi.’

“ ‘Baba’ vakanga vari mutungamiri wesiteki. Murume mudiki akasuwa,

nemwoyo unorwadza akaenda kunoona mutungamiri wake

wezvemweya. Mufudzi wezvemweya uyu akanga achitarisa danga

rake aive nechimwe chinhu chekutaura.

“Kuraira kubva kumuranda akachenjera uyu kwakangova: ‘John, zvisiye

zvega. Hapana chaunoita nezvazvo chichamudzora. Chese chauchaita

chinoita kuti zvinyanye. John, zvisiye zvega.’

“Shamwari yangu yakandiudza ipapo kuti izvi zvakanga zvirimuedzo

yake, Getsemani rake.

“Aizvi siya sei zvega? Chakanaka chakanga chakanaka! Chakaipisisa

chakanga chaparwa, uye mumwe munhu aifanira kuchiripira.

“Akashushikana nekurwadziwa kuti azvibate. Hazvina kuitika pakarepo.

Pekupedzisira akazvipira kuti zvipi zvazvo zvimwe zvinhu zvaivapo,

anofanira kuteerera. ...

“Akazvipira kutevera kuraira kwemutungamiri akachenjera wezvemweya.

Aizo zvisiya zvega.

“Zvino akandiudza, ‘ndakava harahwa ndisati ndazonzwisisa.

Zvakatozoti ndava harahwa ndopandakazoona chiremba murombo

wemumaruwa—anoshanda zvakapfuuridza, anobhadharwa zvakaderera,

aiva akawandirwa nebasa nekushanyira varwere vakasiyana

siyana, aine mishonga kwayo mishoma, pasina chipatara, nezvekushandisa

zvishoma. Aitambudzika kuchengetedza upenyu, uye achibudirira

kazhinji kacho.

“ ‘Akasvika pachinguva chedambudziko apo upenyu hwaamai

nemwana hwakanga huri munjodzi akashanda pasina kunonoka.

“ ‘Ndakanga ndava harahwa, akadzokorora, ‘ndisati ndazonzwisisa.

Ndingadai ndakakanganisa upenyu hwangu,’ akadaro, ‘neupenyu

hwevamwe.’

“Nguva zhinji akanga aitenda Ishe pamabvi ake nemutungamiri

wezvemweya akachenjera akaraira zvirinyore, ‘John, zvisiye zvega.’

“Uye ndiko kuraira kwangu kwauri. Kana uine chinhu chinoda kugadziriswa,

daka, chigumbu, kushungurudzwa, kana shanje, zvibate.

UnganMukurukwanisa kudzora zvinhu vanokurwadzisa, asi unokwanisa

kudzora zvinhu pano, mukati mako.

“Ndinoti, nokudaro: John, zvisiye zvega. Mary, zvisiye zvega” (mu

Conference Report, Gunyana 1977, pp. 90–91; kana Ensign, Mbudzi

1977, p. 60).

67

Hooray! Your file is uploaded and ready to be published.

Saved successfully!

Ooh no, something went wrong!