05.06.2013 Views

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

SHOW MORE
SHOW LESS

You also want an ePaper? Increase the reach of your titles

YUMPU automatically turns print PDFs into web optimized ePapers that Google loves.

Chidzidzo 35

“Akati, ‘Kwete, handisikuzogwadama, uye handimbozofi ndakagwadama

zvakare.’

“Vakati, sokuyeuka kwandinoita mashoko ake uye ndakabatwa

pamwoyo zvakadzama sezvatakaitwa tose. ‘Mwanakomana, ndiwe

mukurusa mumba muno. Ndiwe chete murume mumba muno, uye

kana ndakamboda munhu wechirume, ndinomuda iyezvino.

Chigwadama.’

“Akagwadama, achakangopanduka, asi nokuti amai, chido chomwoyo

wake, vaimuda, uye ndokubva atanga kekutanga kufunga maererano

nekurwadziwa nokusuwa kwavo. Saka akagwadama, ndikati nechomumwoyo.

‘Ndinoshama kuti vachatenda Mwari neyi magwanani

ano.’ Uye amai vake, vachiziva, mibvunzo yaiva mupfungwa dzake

nemupfungwa dzevamwe vana, vakavadzidzisa vhangeri pamabvi

avo magwanani iwayo. Vakatenda Mwari nezvaizikanwa nemhuri,

nemakomborero ekubatanidzwa kwekusingaperi, negwara nechinagwa

nehutungamiri nepwiso maererano nehupenyu hwamagwana.

Vakatenda Mwari kuti vakanga varopafadzwa nemwana uyu akanga

akanaka zvikuru uye aishamisa akanga aunza zvakawanda kudaro

kwavari uye aizova wavo, nokusingaperi. Uye kubva mumwoyo

mamaivavo, vachiziva kukosha nokuipa kwenguva yacho, vakadzidzisa

vana vavo pachavo zvaivapo zvokutenda Mwari pasi pemamiriro

ezvinhu ekusuwa akadaro.”

“ Apo mukomana uyu paakanga akamira, Mutendi waMazuva

Ekupedzisira akazvipira uye akabudirira akanga azadzikisa mishoni

yaiva norukudzo uye yakaoma, akatenda Mwari naamai vaiva

Mharekadzi” (“Heroism,” Brigham Young University Speeches of the Year

[25 Kurume 1959], pp. 3–4).

■ Munamato werutendo waamai ava kuna Baba Vokudenga wakabatsira

mwanakomana wavo?

Mukupa uchapupu hwedu tinobvumawo runako rwaIshe kwatiri.

Kutaura uko kwerutendo kunofadza kuna Baba vedu Vokudenga

pamwepo nokusimbisa hama dzedu muKereke.

Mutungamiri Howard W. Hunter vakati: “Upenyu —upenyu hwese—

hune mugove wakazara wezvinhu zvakanaka nezvaka ipa. Chokwadi,

tinoona . . . maropafadzo akawanda ayo asingataridziki kana kunzwikwa

nguva dzose semaropafadzo” (mu Conference Report, Gumiguru

1987, p. 68; kana Ensign, Mbudzi 1987, p. 54.)

■ Ndezvipi zviitiko zvaunokwanisa kugoverana navamwe zvinotaridza

madzidziro awakaita kuti maropafadzo ‘haataridziki kana

kunzwikwa nguva dzose semaropafadzo?” Sei zvakakosha kuti tipe

rutendo rwedu munguva dzamatambudziko?

334

Hooray! Your file is uploaded and ready to be published.

Saved successfully!

Ooh no, something went wrong!