05.06.2013 Views

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

SHOW MORE
SHOW LESS

You also want an ePaper? Increase the reach of your titles

YUMPU automatically turns print PDFs into web optimized ePapers that Google loves.

Chidzidzo 26

“Ndakavaka migwagwa nedzimba neivhu nokutamba nezvimotokari.

Kunamata nokutamba navo kwakandibatsira kuvaka ukama hwakanakisisa

navo.

‘Nechinhu chipi zvacho chinotora ruedzo, mubairo wakanaka unouya.

Mubairo wangu wakauya mushure mekupedza maminetsi makumi

matatu akanyanya kunaka nemwanakomana wangu. Akandimbundira

nemaoko ake nechomuhuro, akanditsvoda padama, akati,

‘Ndinokudai, Baba!’ ” (Dan L. Johnston, “Daddy, I’m Talking to You,”

Ensign, Gunyana 1978, p. 71).

■ Chii chakaitwa nababa ava chakasimbisa mhuri yavo?

Tinopedza nguva yedu yakawanda tichiita zvinhu zvatinonzwa kuti

zvakakosha. Basa redu remazuva ose, zvigaro zvedu zvokuKereke,

kuzorora kwedu, nezvimwe zvinhu zvinotora nguva yakawanda zvakakosha.

Zvisinei, izvi zvingangova zvisizvo zvinhu zvakakoshesesa

muupenyu hwedu. Funga mapinduriro aungaita mibvunzo inotevera:

1. Ndezvipi zvinhu zvakakoshesesa muhupenyu hwangu?

2. Ndinopedza nguva yakakwana ndichiita zvinhu zvakakoshesesa

muhupenyu hwangu here?

3. Ndingaronga sei kuva nenguva yakawanda nemhuri yangu?

Tinofanira kuziva kuti chimwe chezvinhu zvakakoshesesa muhupenyu

imhuri, nokuti ndiyo ingaperi. Zvisinei nokuti mamiriro ezvinhu akaita

sei, tinofanira kuwana nguva nemhuri dzedu.

Kutandara kwemHuri Kunounza Rudo noKubatana

Vamwe vedu tinokwanisa kurangarira kubva kuhudiki hwedu mufaro

mukuru watainzwa nemhuri dzedu apo pataiita zvinhu pamwechete.

Vamwe mai vakataura zvinotevera:

“Apo ndinofunga kumashure pahudiki hwangu uye mazuva angu

ekuyaruka ndinoyeuka neruremekedzo ndangariro dzinofadza idzo

dzezvinhu isu vana namai nababa zvataiita semhuri. ...

Handingambodi kuchinjanisa ndangariro dzemitambo yemhuri yedu

nekumwe kutandara kwemhuri kuti ndiwane ese mabhaisikopo

anhasi, magiraundi ebhora, nedzimba dzokudyira. ...

“Ndakatsidzira kuita zvose zvandinokwanisa kuronga zviitiko zvemhuri

yangu zvinounza Mweya waIshe mumba medu sokuzadza

kwaiitwa neMweya imba yavabereki vangu. Ndinoda kuti vana vangu

vave neropafadzo huru yekuva nendangariro idzo dzakakosha zvikuru”

(Family Home Evening Manual, 1968, pp. 184–85).

Saamai ava, tinofanira kuedza kupa mhuri dzedu zviitiko zvakanaka.

Dzimwe nguva zviitiko zviripo kunze kwemba hazvina kunaka,

nokuti hazvitibatsiri kuvaka rudo nokubatana mumba medu nokuswe-

244

Hooray! Your file is uploaded and ready to be published.

Saved successfully!

Ooh no, something went wrong!