05.06.2013 Views

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

SHOW MORE
SHOW LESS

You also want an ePaper? Increase the reach of your titles

YUMPU automatically turns print PDFs into web optimized ePapers that Google loves.

Chidzidzo 30

Kana tichinge tagovera nokutsanangurira vamwe zvakazara mabasa

avo, tinofanira zvino kuchitaridza ruvimbo rwedu mukwaniso yavo

nokuvabvumira rusununguko kuzadzikisa mabasa avo. Tinofanira,

zvisinei kuvapo kupindura mubvunzo yavo nokupa rubatsiro parunenge

ruchidikanwa.

■ Basa romutungamiri chii kana achinge agovera mumwe zvokuita?

Basa romutungamiri nderipi kumunhu waanenge agovera basa?

Chechitatu, Jesu aikumbira marhipoti kubva kuna avo vaainge apa

mabasa?

■ Verenga Marko 6:30. VaApositori vakaudza Jesu chii?

■ Sei zvakakosha kutambira marhipoti kubva kuna avo vatinenge

tapa mabasa?

Tinofanira kudzidza kubva kuna vamwe. Vatungamiri vakachenjera

vanoziva kuti vanofanira kudzidza kubva kune vamwe vanhu vane

mazano akanaka uye vanozokumbira mazano kubva kwavari.

Vanoziva kuti vamwe vanhu vakakosha uye vanovabatsira kunzwa

kuti vane chikamu chakakosha chebato kana mhuri.

Chechina, Jesu aidzidzisa nemuenzaniso wake kuti vatungamiri vanofanira

kupa rumbidzo netsiuro mumweya werudo. “Apo basa parinenge

rapiwa, mutungamiri haakanganwi munhu apuwa basa kana basa

rake. Anotevera nechido asi ‘haatarisi nemubendekete.’ Anopa rumbidzo

painenge ichikodzera. Anopa kurudziro inobatsira painenge ichidikanwa.

Apo paanonzwa kuti basa harisi kuitwa uye shanduro inodikanwa

anoita neushingi nesimba asi nemutsa. Apo nguva yepachigaro

painenge yapedzwa, anopa rumbidzo, anopa rumbidzo nerutendo”

(Ezra Taft Benson, God, Family, Country, p. 140 ).

■ Verenga Mateo 25:23. Ungataura rutendo rwako kuna vamwe sei?

Kugovera seRubatsiro rwekubudirira paMabasa edu?

Zvigaro zvedu kazhinji zvinoda kuti tizadzikise mabasa akasiyana

siyana. Imwe yenzira yatinokwanisa kuazadzikisa kuburikidza nekugovera

kwakachenjera. Apo tinokura muKereke, tinowana mikana

yakawanda yokugovera nokuita mabasa anenge agoverwa kwatiri.

Tinofanira kuramba tiri mumiganhu yemabasa neutariri hwedu

pachedu kwete kutora mabasa anenge apuwa mumwe munhu.

Mutungamiri N . Eldon Tanner vakataura chiitiko chinotevera pamusoro

pekugovera basa: “Mwanasikana wangu akanga ari Mutungamiri

weSiteki weBato reMadzimai . . . akauya kwandiri mumwe musi akati

“Munoziva, Baba ndinenge ndisiri kukwanisa kuita kuti mumwe

wevatevedzeri vangu atambire mabasa ake. Ndino muudza zvokuita,

284

Hooray! Your file is uploaded and ready to be published.

Saved successfully!

Ooh no, something went wrong!