05.06.2013 Views

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

SHOW MORE
SHOW LESS

You also want an ePaper? Increase the reach of your titles

YUMPU automatically turns print PDFs into web optimized ePapers that Google loves.

Chidzidzo 7

“Tingange tichiita zvakasiyana nezvinoitwa nenyika, asi tinofanira

kudzidzisa vana vedu kuti chitadzo chitadzo. ...

“Ndinotaura kushushikana kwangu pamusoro pekuwanda kwekudikanwa

kwekusimbisa vechidiki vedu” (“What I Hope You Will Teach

My Grandchildren,” neVamwe Vese veChidiki veZioni, [Nhaurwa

kuvadzidzisi veseminari neinstichuti paBrigham Young University, 11

Chikunguru 1966], p. 2).

Zvakakosha kuti ticherechedze kuti hatikwanise kutora sezvisinabasa

kuba, manyepo, nekunyengedza zvidiki-diki. Hatifanire kuzvitora

sechinhu chidiki-diki kana kuseka kubirira kana kutyora murau.

■ Mungaita sei mumhuri yenyu pachenyu kudzidzisa nekukuridzira

hunhu hwakavimbika? Sei muchifanira kudzidzisa kuvimbika kuburikidza

nemuenzaniso wenyu?

Tinokomborerwa neKuva Vakavimbika

Tingasapiwa mubairo nguva dzose ipapo nekuva takavimbika.

Zvinokwanisa kuyedza hunhu hwedu, zvotikonzera kurasikirwa

nesha-mwari dzedu, kana kutiunzira kusekwa. Asi kuvimbika kunounza

runyararo rwepfungwa, hana yakachena, nerufaro.

Mutsamba kushamwari, mumwe musikana wechidiki akatsanangura

manzwiro akaita mushure mekuedzwa kuti asavimbika:

“Mudiwa Sue,

“Ndine urombo kuti wakatsamwa nezuro. Hushamwari hwako hwakakosha

zvikuru kwandiri. Asi ndaifanira kuita zvandakaita. Pawakanditi

nditore ndarira yemuruoko kubva pakaunda, wakandiudza kuti zvichavanyore.

Hapana waitarira—kana waishanda pedyo nenzvimbo yacho.

Nharo dzako dzekuti hausati wambobatwa zvakaita kuti zvinge zvishinganyanyotyisa.

Asi ndakaziva kuti ndikatara ndarira yemuruoko,

kunyangwe ndaibatwa kana kwete, handaikanganwa kusavimbika

kwandainge ndaita. Handakwanisa kupfeka ndarira iyi.

Zvaizongoramba zvichiyeuchidza chakashata kubva mukufunga kweurombe.

“Pawakafamba kubva pandiri ukati hauchadi kupedza nguva yako

nemunhu asinganakidze, ndakarwadziwa. Asi ndinodavira kuti tichango

gara nekurwadziwa ikoko. Zvangavanyore kugara nepfungwa

idzodzo. Pane kugara nepfungwa dzekusasununguka kufamba muchitoro

ichi ndisina pfungwa dzemhosva, kana kutadza, kutarisana nevabereki

vangu kanaBhishopi, kana kungoziva mandiri zvandaita”

(“Look Unto Me in Every Thought,” Mia Maid Course B, Young Women

[1978], p. 58).

57

Hooray! Your file is uploaded and ready to be published.

Saved successfully!

Ooh no, something went wrong!