05.06.2013 Views

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

SHOW MORE
SHOW LESS

Create successful ePaper yourself

Turn your PDF publications into a flip-book with our unique Google optimized e-Paper software.

Chidzidzo 5

anyatsotiisa munzvimbo medu. Ati tinofanira kutevera muenzaniso

wenyu wakanaka tichiyeuka kuti tiri vana ani. Pasinaizvozvo, mungango

taurira amai vake.’ ‘Ndakanzwa kuneta mumabvi. Ndakanga ndasvika

padyo sei nekudonha ndichitungamirirawo vamwe kuchitadzo.

Ndakatadza kumira kuti ndisvike kumba ndipe kutenda chaiko kuna

Baba vangu veKudenga nerubatsiro runokosha rwavakanga vandipa.

Hazviitike zvakare kuti ndizeze pasarudzo dzangu.

“Ndakanzwa kuneta mumabvi. Pedyoi pandakanga ndasvika nekugumburwa

nekutora vakawanda kunditevera. Handina kukwanisa kumirira

kusvika kumba kuti ndinopa kutenda kwakakwana kuna Baba

veKudenga nerubetsero rwakakosha rwavakanga vandipa. Handichafe

ndakadzera- dzera kuzvisarudzo zvangu.

“Svondo rakanga richangopfuura Neil akanga agashira daidzo yekuenda

kumishoni. Mazuva maviri mushure memabiko emuchato akapfuura

kuenda kumishoni hwakakosha, nekunge apinda munjodzi yekufa

yakangoitika. Kuenda kumishoni kwake kwakauya, nzvimbo chete

ndiyo yakanga yachinja. Neil akanga ari mujaya anoshamisa, mukuratidzika,

mukwaniso, nemaitiro eunhu. Akanga abudirira pano, uye

ndichagara ndichitenda kuti panguva ino ndakanga ndisina kumutadzisa”

(onai Yvonne Rempp, “Temptation in a Punch Bowl,” Ensign,

Kubvumbi 1977, pp. 61–62).

Mumwe mukadzi akanga ari nhengo yeKereke isingapinde kwemakore

makumi maviri uye akanga ainechijairira chekuputa mudzanga.

Bhishopi vakamudaidza kuti ashande pachigaro chemuKereke, zvisinei,

nekuburikidza nemushando wake weKereke uchapupu hwake

hwakatanga kubatirazve. Anotsanangura kunzwa kwake pamusori

petsika yake nekukwanisa kuikurira.

“Ndakanga ndisingakwanise kurega kuputa. Nguva dzese ndakanga

ndisinga gadzikane semuputi, uye zvino basa rangu reKereke rakaita

kuti tsika yemudzanga . . . isachato kwanisika kwandiri.

“Nhengo zhinji dzewadhi yedu dzaiziva kuti ndinoputa, asi hapana

kana kamwechete kakave ne akandishoropodza. Sezvo ndakanga

ndisingatane kugumbuka nenyaya yacho, ndaigara ndakachenjerera

kamutaura kekushoropodza, kamutarisiro kekuti ini ndiri nani

panewe, asi hapana kana kamwechete kane akambotaura kuti ndingava

ndisinga kodzere. Kukura kwangu pamweya kwakanga kuri

kutete, zvekuti kamweya kekushoropodza kangadai kekuparadza.

Hapana kakauya.

“Zvishoma nezvishoma ndakawana simba rekupedza tsika yangu

yefodya. ...

“Ndichagara ndichitenda kuVatendi vechokwadi vematinogara,

ruvimbo rwavo nerudo neminamato zvakakuridzira murume wangu

42

Hooray! Your file is uploaded and ready to be published.

Saved successfully!

Ooh no, something went wrong!