05.06.2013 Views

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

SHOW MORE
SHOW LESS

Create successful ePaper yourself

Turn your PDF publications into a flip-book with our unique Google optimized e-Paper software.

Chidzidzo 26

musaga chiitwa chainge chakarehwa papepa iroro ndicho zvino chaiitwa

nemhuri yose muvhiki yaitevera.

■ Unganyatsoronga nokunyatsoita chiitwa chawasarudza iwe nemhuri

yako sei?

Funga mazano anotevera:

Shambadza chiitwa chasarudzwa mumhuri yako. Ita maposita nezviratidzo.

Taura nezvacho nomufaro mukuru.

Kana mutambo uchida mari, tanga kuisa padivi mari inozodikanwa

uye ita kuti munhu wese abatsire.

■ Taurira vadzidzisi vemumba vako pamusoro pezvirongwa zvenyu.

■ Batanidzira munhu wose. Ipa nhengo yega yega zvokuita.

■ Zvino itai chiitwa chacho. Nakidzwa chaizvo nezvamuri kuita.

Mushure mokunge maita chiitwa, zvakanaka kufunga pamusoro

pokuti munganatsa kutandara kwemhuri sei. Fungai mibvunzo inotevera:

Chii chingadai chaita kuti chiitwa chinyanyobudirira? Chatiunza

pamwechete here? Kupindura mibvunzo iyi kunokwanisa kukubatsirai

kurega kudzokorora izvo zvinhu zvisingashandi. Zvino munokwanisa

kuronga pamwechete semhuri kuti muite kuti chiitwa chinotevera

chinyanyonakidza.

Kunyangwe zvakakosha kuronga zviitwa zvenyu zvekutandara kwemhuri,

tinofanira kuziva kuti zviimwe zviitwa hazvidi kurongwa.

Zvinongoerekana zvaitika apo nguva yacho painenge yakanaka kana

kuti mhuri yagadzirira.

■ Ndepapi pamungava nezviitwa zvemhuri zvisina kurongwa?

■ Ndezvipi zvinhu zvamungaita kuchengeta mweya wemufaro nokunakidzwa

mumba menyu?

Zviitwa Zvinofanira Kuendererana neNzvinodikanwa, Zvinofarirwa,

uye zvino kwaniswa neMhuri

Zviitwa zvemhuri zvinokwanisa kusanganisira zvinhu zvakasiyana

siyana. Sezvakusina mhuri mbiri dzakafanana, naizvozvowo zviitwa

zvinosarudza nokufarirwa nenhengo dzemhuri hazvifanani. Kuti chinhu

chive chiitwa chenyu, chinofanira kuwirirana nemhuri yenyu.

■ Chii chinotaura zviitwa zvinozofarirwa nemhuri yenyu?

Vamwe mai vakataura kuti mhuri yavo yakashandura sei zororo ravo

kuti zvizadzikise zvido zvavo.

248

Hooray! Your file is uploaded and ready to be published.

Saved successfully!

Ooh no, something went wrong!