05.06.2013 Views

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

SHOW MORE
SHOW LESS

You also want an ePaper? Increase the reach of your titles

YUMPU automatically turns print PDFs into web optimized ePapers that Google loves.

Chidzidzo 24

munhu nemagetsi, Tarisa kana ari kufema uye kana mwoyo wake

urikupomba ropa. Ita CPR, kana zvakafanira, uye Tarisa kana pane

mamwe makuvaro.

Kurapa Hutsvi

Hutsvi Hwapamusoro Peganda

(Hwakatsvuka; Hwakazvimba Zvishoma Uye Hwunorwadza)

Hutsvi hwapamusoro peganda, kana hudiki, hwunokonzerwa nezua

rakawandisa kana kuti nokugunzva zvinhu zvinopisa mvura inopisa,

kana utsi hwezvinhu zvunovira. Nzvimbo yatsva yacho inofanira kuiswa

mumvura inotonhora pakarepo kuitira kuti kurwadza kuite

kushoma. Hutsvi hudiki kazhinji hunopora nokukurumidza nokuti

ganda rapamusoro chete ndiro rinenge ratsva. Usaisa chando chemufiriji

pahutsvi chaipo kusara kwekunge hutsvi hwacho huri hudikidiki.

Bhandeja hutsvi nebhandeji rakaoma uye rakachena. Usabata hutsvi

nechimwe chinhu kusara kwebhandeji rakachena. Hutsvi hudiki hunokwanisa

kurapwa neoinimendi kana rosheni kuita kuti husarwadza

uye kubatsira kupora kwahwo.

Hutsvi Hwakadzika

(Hwakatsuka, Hwaita Maduwani, Hunorwadza Zvikuru,

Hunobuda Mvura)

Hutsvi hwakadzika, kana hwakakura, hunosanganisira maduwani uye

hwakatsvuka nokuti kutsva kwacho kwadzika nemunyama zvakanyanya

uye kwakonzera mvura dzomuviri kuungana pazasi pegada.

Usaedza kugeza hutsvi hwakakura. chenjerera kusatumbura matuwani

nokuti utachiona hunokwanisa kupinda. Usaisa mabhandeji nokuti

anozonetsa kubvisa mushure mukunge hutsvi hwaoma. Usashandisa

kana rudzi rupi zvarwo rweoyinimendi pahutsvi hwakakura. Nyika

nzvimbo yatsva yacho mumvura inotonhora kuderedza hutsvi uye

kudzivirira kukuvara kwakawedzerwa kunyama dzakadzika. Kana

hutsvi hwakakura, zvingangodikanwa kutsvaka rumwe rubatsiro

kubva kuchipatara kana kwadhokotera. Dzivirira hutsvi hwacho

nechokufukidza chakachena uye chisinganamatiri paganda.

Hutsvi Hwakadzika Zvakadzama Uye Hwakakura

(Kutsva kwakadzika zvakadzama muganda; Nzvimbo yakakura;

Ganda rinotaridza. Kuva dema, rakatsva, rakacheneruka, kana

rakaunyana rakaoma.)

Rubatsiro nokukurumidza kubva kuchipatara kana kwadhokotera

runodikanwa pahutsivi hwakakomba, uhwo hwunoparadza nyama

zvakadzika uye nzvimbo yemuviri yakakura, dzimwe nguva kana

kupisa ganda zvokuti rinosara rava dema dema. Hutsvi uhwu hunokwanisa

kukonzerwa nembatya dzabatira moto, kupinda mumvura

224

Hooray! Your file is uploaded and ready to be published.

Saved successfully!

Ooh no, something went wrong!