05.06.2013 Views

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

SHOW MORE
SHOW LESS

Create successful ePaper yourself

Turn your PDF publications into a flip-book with our unique Google optimized e-Paper software.

Chidzidzo 25

nokuti tinoda kudya zvakasiyana siyana panguva yedambudziko kuitira

kuti tichengete hutanho hwakanaka. Zvinodikanwi zvemhuri yako

zvinotaura huwandu hwezvekudya zvaunofanira kuchengeta.

■ Ndezvipi zvekudya zviripo zvaunoziva machengeterwo azvo, zvinodyiwa

nemhuri yako, uye zvaunokwanisa kuchengeta sechikamu

chekuchengeta zvekudya chako.

Zvekudya zvakachengetwa hazvigari zvakanaka nokusingaperi.

Naizvozvo, tinofanira kuzvichinjanisa, tichidya zvatakachengeta pokutanga

uye tozvitsiva nezvatichangochengetedza. Chirongwa chekukavanisa

ichi chirongwa chinoramba chichienderera mberi.

■ Tingakavanisa zvekudya zvatakachengeta sei?

Imwe nzira yekuita chokwadi kuti tinokavanisa zvekudya nenzira

kwayo ndeyekunyora mazuva pamagaba kana makavha ezvekudya

sokutengwa kana kuchengetwa kwazvinenge zvichiitwa. Isa zvekudya

zvichangotengwa pasherefu zvive kumashure kwezvekudya zvakatengwa

kare. Apo paunobika, izvi zvinozoita kuti zvive nyore kwauri

kushandisa zvekudya zvakare kutanga.

Zvekudya zvinogona kufushwa nenzira dzakawanda.

■ Kumbira mudzimai akarongwerwa kupa dzimwe nzira dzekufusha

zvekudya (onai chidzidzo 26, “Ubvwo Hwapamba,” muMudzimai

waVatendi vaMazuva Ekupedzisira, Chikamu A). Ndedzipi nzira dzekufusha

nadzo zvekudya dzinoshanda zvakanaka munzvimbo yenyu?

Kana uchisarudza nzira yekufusha nayo zvekudya, rangarira mari inozoshandiswa,

midziyo inodikanwa, uye kushanda zvakanaka kwenzirayacho.

Funga kuti nzira yacho iyi itsva munzvimbo menyu kana

kuti ndiyo yakashandiswa ikabudirira nevanhu vakawanda kwenguva

yakareba.

Apo zvekudya pazvinenge zvangofushwa, zvinofanira kuchengetwa

nenzira inozvichengeta zvakachena uye zvisina njodzi kudyiwa Kune

nzira zhinji dzekuchengeta zvokudya dzinofanira kugara dzichitevedzerwa,

zvisinei nokuti inzira ipi yashandiswa kuzvifusha.

1. Chengeta zvokudya zvichitonhorera. Zvichengetere munzvimbo

inerima kana inebvute, kure nezuva.

2. Dzivirira zvekudya kubva kuunyoro. Zvekudya zvakaomeswa svinoipa

kana zvikanyorova zvisati zvashandiswa. Zvekudya zvakafushwa

nedzimwe nzira zvinokwanisa kuipa nokuda kwehunyoro

hwakawandisa.

237

Hooray! Your file is uploaded and ready to be published.

Saved successfully!

Ooh no, something went wrong!