05.06.2013 Views

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

SHOW MORE
SHOW LESS

Create successful ePaper yourself

Turn your PDF publications into a flip-book with our unique Google optimized e-Paper software.

Chidzidzo 11

Mutungamiri N. Eldon Tanner vakatiyambira kuti tive saKristu mune

imwe nzira. Vakati:

“Zvinoratidzika kuti tese tine tsika huru yekutaura nezvevavakidzani

vedu. ... Nokuda kwechikonzero chisina anoziva zvinoratidzika kuva

nyore kutaura pamusoro pezvakaipa zvemunhu kupinda zvakanaka

zvake. Tinodzokorora mashoko anokuvadza atakanzwa maererano

nemuvakidzani wedu, kunyange ari makuhwa kana chokwadi, uye

iwo, semasora, anoratidzika kukura nekutaurwa. Naizvozvo, zvakakosha

zvikuru kuti titeerere mazwi aIshe panyaya iyoyi.

“Kana tichida kuva vavakidzani vakanaka, tinofanira kutsvaga chokwadi

nenyaya yacho yese, kana kurega kutaura chimwe chinhu. ...

“Nyaya inotevera inotipa chikonzero chekufungisisa. Mumwe

murume akanga aregedza basa aishanda mugadheni make rungwanani

rwezuva rega-rega akaona kuti munhu wemukaka akatanga

kumira kakawanda mangwanani ese pamba pemuvakidzani wake

mhiri kwenzira. Aisvika murume wacho achangobva kuenda kubasa

ogara kwechidimbu chepakati cheawa kana kupfuura. Mudzimai

wacho mudiki akanaka aiva mmishoni muBato reVana vaDiki uye

aigaro pinda mikereke yechirairo.

“Mushure mekunge tsika iyi yeenda mberi kwemasvondo akawanda,

murume uyu akatanga kutaurira vamwe vavakidzani, achiratidza

kushushikana nevana vaaidzidzisa nezvaizoitwa nemuenzaniso wake.

Panguva yaakazonzwa kuti ibasa rake kutaura mamiriro aya kuna bhishopi,

nhau dzemamiriro aya dzakanga dzapararira muwadhi.

“Bhishopi vakanetseka pamusoro penyaya yacho yese vakadaidza

mukuru wedheri kuti vawane zita remurume wemukaka nekubvunza

nezveunhu hwake. Mukuru wedheri uyu akaenda kune munhu

wemukaka akati zvakachenjera, ‘ndiri kuona wava nemutengi mutsva

muLincoln Avenue. Wakawana sei ruzivo rwakakuwanisa mutengi

mutsva?’

“ ‘Ruzivo?’ akadaro murume wemukaka. ‘Mwanasikana wangu.

Anondigadzirira kudya kwamangwanani, mangwanani ega-ega, ini

nemudzimai wangu tinochengeta vana vake manheru eChishanu

chega-chega. Zvakadii izvozvo pachibvumirano?’ ” (Ensign, Kurume

1973, p. 2).

■ Makuhwa kana mazwi akaipa anokuvadza sei munhu? (Funga vese

munhu arikurehwa nezvake nemunhu anoreva.) Kunzvenga guhwa

kunotibatsira kuva saKristu sei muukama hwedu nevamwe?

Zviito zvedu kune avo vakasiyana nesu neimwe nzira zvinoratidza

manzwiro atinoita pamusoro pavo. Kana tichida zvechokwadi kunatswa,

tinofanira kuzvibvunza, “Ndingaratidze sei kugashira, kunzwi-

89

Hooray! Your file is uploaded and ready to be published.

Saved successfully!

Ooh no, something went wrong!