05.06.2013 Views

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

SHOW MORE
SHOW LESS

Create successful ePaper yourself

Turn your PDF publications into a flip-book with our unique Google optimized e-Paper software.

Chidzidzo 24

inopisa zvokuvira, kugumhana kweguva yakareba nezvinhu zvinopisa,

kana magetsi. Semugumisiro, mvura dzomumuviri dzakawanda

dzinoraswa, uye pane dambudziko guru rokupindwa neutachiona.

Usabvisa mbatya dzakanamatira puhutsvi. Fukidza nzvimbo yose

yatsva neshiti richangobva mukuwachwa nokuchiswa kana mumwe

mucheka wakachena kana nguva yazvinotora kuita isingazokutadzisa

kuwana rubatsiro rwekuchipatara kana rwadhokotera. Izvi zvinobatsira

kuderedza kupinda kwehutachiona mumaronda. Batsirai munhu atsva

kana a Rowa nehana nekutsva. Kana atsva zvikuru mutsoka kana

mumakumbo ake, achengete akasumudzirwa mudenga uye usamurega

achifamba nawo. Kana maoko ake atsva, asumudze ave kumusoro kwemoyo.

Kana kumeso kwake kwatsva zvakaipa, muchengete akagara

pasi uye wongorora kufema kwake nguva dzose. Kana munhu wacho

akapepuka uye asina kumira moyo, mupe mvura yakachena kuti anwe.

Rangarira kumusimbisa zvakadzikama kuitira kuti asavhunduka.

Hutsvi hwakadzikisa uye hwakakura hunokwanisa kuderedzwa nokuita

zvinhu nokukurumidza. kana mbatya dzomunhu dzikabatira moto,

pakarepo kungurutsa munhu waacho muvhu, muhuswa hunyoro huri

kukura, kana kumuputira mugumbeze. Izvi zvinodzvima moto. Kana

moto wadzimwa, rapa hutsvi hwemunhu wacho nerubatsiro rwekutanga

mukurapa rwataurwa pamusoro.

Hutsvi hwakadzika uye hawkakura hunokwanisawo kukonzerwa

nemakemikari akaita se lye. Hhutsvi hwemakemikari kazhinji hunonyanya

kuipa kana hukasarapwa uye naizvozvo hunoda rubatsiro rwekuchipatara

kana kwadhokotera pakarepo. Kurapa kunosanganisira

kubvisa kemikari nokuigeza kubva pamuviri nokukurumidza chaizvo,

uchishandisa mvura yakawanda zvikuru, uye uchiramba uchisukurudza

nzvimbo yacho kusvikira rubatsiro rwavana mazvikokota rwasvika

(kwenguva iniota maminetsi mashanu). Kugeza maziso, rarisa munhu

wacho nedivi rake, uye pakarepo dira mvura mumaziso (apo maziso

ake akabatwa kuti avhurike) kuti kemikari igezwe ibunde.

Kurapa Mapfupa Atyoka

■ Taridza mufananidzo 24-d, “Kutsigira ruoka rwatyoka.”

Dzimwe nguva kuputsika kana kurohwa zvakasimba kunokwanisa

kukonzera pfupa kutsemuka kana kutyoka. Munhu wacho anokwanisa

kunzwa pfupa richityoka, kunzwa kurwadziwa kana kupfava,

kana kunzwa sekunge mapfupa ari kukwizana mukati. Kana zvichibvira,

ita kuti amburenzi iuye kumunhu akuvara nokuti kumubvisa

paari kunokwanisa kukonzera kuti anyanye kukuvara. Zvisinei, kana

achifanira kuti aendeswe kuchipatara pasina amburenzi, chokutanga

ita kuti mapfupa atyoka asafamba famba. Gadzira chitsigiro (mutsigo

wakasimba uyo unosungirwa kunzvimbo yakuvara kuitira kuti isazu-

227

Hooray! Your file is uploaded and ready to be published.

Saved successfully!

Ooh no, something went wrong!