05.06.2013 Views

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

SHOW MORE
SHOW LESS

You also want an ePaper? Increase the reach of your titles

YUMPU automatically turns print PDFs into web optimized ePapers that Google loves.

192

KUCHENGETWA

KWAAMAI NEMWANA

MUCHECHE

Chidzidzo 22

Chinangwa chechidzidzo chino ndeche kukurudzira kuchengetwa

zvakanaka kwaamai nemwana mucheche.

Kuchengetwa kweMadzimai Anepamuviri

Imwe mhuri kuPhilippines yakava nokusuwa kukurusa apo mwana

wavo wekutanga paakafa. Mushure vakatendeukira kuvhangeri vakapinda

muKereke. Mudzimai wacho paakabata pamuviri zvakare, akabvunza

mamishinari eBato reZvorubatsira zvaaizofanira kuita kuti ave

nemwana akasimba anehutano hwakanaka. Akati, “dai chete ndaiziva

zvokuita, ndingadai ndisina kusarikirwa nemwana wangu wekutanga.”

Munguva yepamuviri pake pechipiri akaita zvose zvaaikwanisa kuva

nechokwadi kuti mwana wake wechipiri azova mwana kwaye, uye

mwana akanaka, anehutano wakanaka akazvarwa. Akadaidza

mwana uyu kuti “Mwana weChimomoni” wake. Vanhu vamunzvimbo

maaigara kazhinji vaitaura kuti havasati vamboona mwana akasimba

zvakadaro.

Amai vanepamuviri vanemukana wakakosha wekubatsira kugadzira

muviri wemumwe wevana vemweya vaBaba voKudenga. Miviri yedu

yenyama inokosha zvekuti yakadaidzwa kunzi temberi yemweya (onai

1 Vakorinte 3:16–17). Kunyange dzimweguva, nokuda kwezvikonzero

zvatisinga nyatsonzwisisa, vana vanozvarwa vaine matambudziko

enyama kana epfungwa, tinofanira kuita zvose zvatinokwanisa kubatsira

muviri wemwana wedu ega ega kuti uvakwe zvakanaka.

Mudzimai anokwanisa kuita zvinhu zvakawanda asati ava uye ava

nepamuviri kubatsira mwana wake kuti azvarwe akasimba uye ainohutano

hwakanaka. Michidzidzo chino tichadzidza zvatinokwanisa

kuita zvinozobatsira zvese amai nemwana.

Idya Zvokudya Zvakafanira

Zvakakosha kuti mudzimai ane pamuviri adye zvokudya zvinovaka

zvakasiyana siyana. Kudya zvakafanira kune shanduro hurusa

pamwana asati azvarwa. Kudya zvakanaka kwakakosha zvokuti

madzimai ose anotarisira kuzoita vana anofanira kugadzirira miviri

Hooray! Your file is uploaded and ready to be published.

Saved successfully!

Ooh no, something went wrong!