05.06.2013 Views

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

SHOW MORE
SHOW LESS

Create successful ePaper yourself

Turn your PDF publications into a flip-book with our unique Google optimized e-Paper software.

Chidzidzo 28

Apo patinenge tasarudzwa kuchinzvimbo, tinodaidzwa nemutungamiriri

wedu weufundisi kuhurukuro yaparutivi. Panguva iyi anowongorora

mabasa echigaro chedu chitsva uye anobvunza pamusoro pemamiro

ezvinhu edu pachedu neemumhuri dzedu kutibatsira kuyera

kana tichikwanisa kuzozadzikisa zvidikanwi zvenguva, gadziriro,

kupinda misangano, kufamba, nezvimwe zvakadaro, zvinoenderana

nechigaro chedu. Tinofanira kunzwisisa kuti tinodavira kuna ani uye

kuti tingakumbira rubatsiro kubva kuvatungamiriri vapi. Dzimwe

nguva mhuri inokumbirwa kuvumbisa rutsigiro rwavo kumunhu arikutambira

chigaro.

Mukuru Loren C. Dunn vakataura zvinotevera pamusoro pemamiriro

echigaro chemuKereke: “Chigaro muKereke inyaya yako pachako uye

inoyera, uye munhu wose anemvumo yokuziva kuti adaidzwa kushanda

muzita raMwari muchinzvimbo ichocho. Munhu wese muKereke

ino anemvumo yokuziva kuti adeedzwa naMwari. Kana asina simbisiso

iyoyo, zvino ndinofunga kuti anofanira kupa chigaro chake pfungwa

yakakomba inomunamato kuitira kuti agokwanisa kutambira

izvo zvaanokodzero kutambira” (mu Confernece Report, Kubvumbi

1972, p. 20; kana Ensign, Chikunguru 1972, p. 44).

■ Ungatambira sei simbisiso yokuti kudaidzwa kwaunotambira kunobva

kuna Ishe?

Tinokwanisa Kutambira Sei Rubatsiro Mukuzadzikisa Zvigaro Zvedu

Kunyangwe tichiziva kuti kudaidzwa kushanda kwauyanemufemero,

dzimwe nguva tinonzwa kuti hatikodzeri, hatina kwaniso, kana kuti

tinotya. Magwaro matsvene anotiudza kuti Moses, Jeremiah, Enoch,

nevamwe vakasarudzwa naIshe vakataurawo kunzwa kwekusakodzera

(onai Ekisodo 4:10; Jeremiah 1:6; Moses 6:31).

Mukuru Richard G. Scott vakataura makundiro avakaita zvaivanetsa

pavakadaidzwa kuva Mutungamiri Weruzhinji:

“Kunyangwe ndichinzwa kusakodzera kwangu pachangu, ndinonzwa

kugadzikana. Nokuti Ishe vakati, ‘Kunyangwe ndichinzwa kusakodzera

kwangu pachangu, ndinonzwa kugadzikana. Nokuti Ishe vakati,

‘Ezvo kana vanhu vakauya kwandiri ndichavaratidza kusasimba

kwavo. Ndinopa kuvanhu kushaya simba kuti vave vakapfava; ezvo

nyasha dzangu dzinokwana kuvanhu vese vanozvirereka pamberi

pangu, nokuti kana vakazvirereka pamberi pangu, ezvo vaine rutendo

mandiri, zvino ndichaita kuti zvisina simba zvive nesimba kwavari’

[Eteri 12:27]. ...

“Ndinoziva huchokwadi wekurudziro dzeMweya Mutsvene.

Munguva dzokudikanwa kukuru mushure mekurangarira nokunamatira

kutambira simbiso yenzira yasarudzwa pakuita zvinhu, kurudziro

265

Hooray! Your file is uploaded and ready to be published.

Saved successfully!

Ooh no, something went wrong!