05.06.2013 Views

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

SHOW MORE
SHOW LESS

Create successful ePaper yourself

Turn your PDF publications into a flip-book with our unique Google optimized e-Paper software.

Chidzidzo 9

“Ukadzibvumira kuenda mberi, pfungwa dzese dzezvakanaka dzinobva

padariro. Unosiiwa, nokuti wabvumira kwazviri, kukufurira kwepfungwa

dzisina kururama. ... Dzinogona kuita mutambo wechigumbu,

shanje, kana ruvengo. Dzinogona kuva dzinonyadza, dzisina

hunhu, kana kunyange dzakafumuka. ...

“Unoita sei panguva yakadai, kana dariro repfungwa yako ika

pambwa nenzenza dzekufunga kusina kuchena?. ...

“Kana mukakwanisa kudzora pfungwa dzenyu munokwanisa kukunda

tsika—kunyange tsika dzemunhu pachake, dzino shoresa. Kana

mukadzidza kudziziva, munozova neupenyu hunofadza. ...

“Ndingakudzidzisei izvi. Sarudza kubva kumumhanzi weKereke unoyera

rwiyo rwaunodisisa. ... Nyatsoruimba mupfungwa yako. Ruzive

nemusoro. Kunyange zvazvo usinadzidziso yemumhanzi, unokwanisa

kufunga rwiyo mupfungwa.

“Zvino, shandisa rwiyo urwu senzvimbo inofanira kuendwa nepfungwa

dzako. Iite nzira yako yedambudziko. Pese paunoona kuti vatambi

vakaipa ava vapinda kubva kumativi ekufunga kwako kuenda

padariro repfungwa yako, isa rekodhi iyi [yerwiyo]. ...

“Panotanga mumhanzi uye panoumbwa mazwi mupfungwa yako,

pfungwa dzisina kukodzera dzinobuda nemanyadzi. Rwiyo rwuno

shandura mamiriro ese padariro repfungwa yako. Nokuti rwunosimudzira

uye rwakachena, pfungwa dzakaipa dzinozonyangarika. ...

“Ukangodzidza kuparura dariro repfungwa yako kubva kupfungwa

dzisina kukodzera, igarise ichi shena-shena nekudzidza zvinhu zvinobatsira.

... Gara uchishena-shena nezvinhu zvakarurama” (Teach Ye

Diligently [1975], pp. 46–47).

Mukuru Dean L. Larsen vakatiraira kuita tsika yekufunga kunovaka:

Kuti tichengete kufunga kunovaka, zvinodikanwa kwatiri kuti tive

nechimwe chinhu chinobatsira chekufunga pamusoro pacho, kuisa

parutivi . . . , zvimwe zvinhu, mamwe matambudziko, zvimwe zvekuita,

kwatinga nangise pfungwa dzedu, kuti tifunge nzira yedu yekuenda

kugadziro” (“Thoughts about Thoughts” mu 1976 Devotional

Speeches of the Year [1977], p. 120).

Munechimwe chikamu chemutambo wemumhanzi we The Sound of

Music, Maria, mudzidzisi wevana pamba, anonyaradza vana vari

mumaoko ake panguva yemabhanan’ana nekuvabatsira kuti vafunge

zvinhu zvavanonyanya kuda. Nekuisa pfungwa dzakanaka, vana

vanokanganwa kutya kwavo. Pfungwa dzakanaka dzinoburitsa dzisina

kunaka.

74

Hooray! Your file is uploaded and ready to be published.

Saved successfully!

Ooh no, something went wrong!