05.06.2013 Views

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

SHOW MORE
SHOW LESS

Create successful ePaper yourself

Turn your PDF publications into a flip-book with our unique Google optimized e-Paper software.

Chidzidzo 26

“Mushure memakore mana kukoreji pasina zororo murume wangu

neni takatanga kuchine mwedzi yakawanda kurongera zororo rake raibhadarwa

rokutanga. Ndakashena shena kusona makwiriti nokuatengesa

kuzvitoro zvezvigadzirwa zvemaoko kusvikira takwanisa kuisa

pamwepo mari yakakwana kutenga tende. Takaverenga matutu nematutu

etubhuku twenzvimbo dzezororo ndokubva tabhuka kwataizonokemba.

“Kwemwedzi mitatu takapira hafu yenguva yamanheru emhuri pamba

pakunyora pasi zvinhu zvose zvaizodiwa nokudhirowa mifananidzo

yezvinoitwa kukembi kuitira kuti mwana wedu aiva nemakore matatu,

Alicia, akwanise kufarirawo rwendo urwu. Akava nemufaro sewataiva

nawo, uye nenguva isipi ndakamuwana achiedza kutsanangura kukemba

kumwanakomana wedu anegore rimwechete. . . .

“Zvino, kwasara vhiki nhatu, takamutswa mamwe mangwanani

ngwanani nekuchema kwemwana akanga abatwa negwirikwiti

mushure mevhiki mbiri, tasarirwa nevhiki kuenda, Alcia akabatawo

gwirikwiti. Nekusuwa kukuru takaedza kutsanangura kwaari kuti

akanga asingakwanise kuenda kunokemba negwerikwiti. ...

Akarambisa ‘Kwete, Baba. Mamwe mazuva matanhatu chete. Ichi

chivimbiso!’

“Murume wangu neni tinobvumirana kuti vimbiso kumwana chinhu

chinoyera uye panguva iyoyo tese takava nezano rakanakisisa rimwe.

Mushure memazuva matanhatu takagarisa vanamumotokari yokufungidzira

yakanga yagadzirwa nokunyatsoisa zvigaro zvomukicheni

panzvimbo dzakafanira tikadhiraivha kuenda kupaki yekufungidzira

yakanga iri pakati pemupanda wedu wekutandarira. Taisa fanicha

yese kumadziro, takakwanisa kusungirira tambo dzetende kumakumbo

etumatafura tudiki nekumakumbo emasofa. Tapedza kuvaka,

takapinda mutende medu tikanakidzwa nokukemba kwatanga tamirira

kwenguva yakareba!” (Gayle E. Walker, “The Camp-In,” Ensign,

Chikunguru 1976, p. 63).

■ Mhuri iyi yakashandura zororo rayo sei kuti ienderane nezvido zvemhuri

yawo?

Magwaro matsvene anotiudza kuti “Chinhu chimwe nechimwe chinemusi

wacho, uye shoko rimwe nerimwe pasi pedenga rinenguva yaro,’

izvi zvinosanganisira “nguva yokuseka” (Maparidzi 3:1,4). Dzimba

dzedu dzinofanira kuva zvimbo dzinonzwikwa kuseka kakawanda

uye mune runyemwerero mazuva ose. Zvisinei nokuti mazera edu

nekwaniso dzedu zvakasiyana zvakadii mukati memhuri, tinofanira

kuwana nzira dzokuzorora nokutandara pamwechete.

249

Hooray! Your file is uploaded and ready to be published.

Saved successfully!

Ooh no, something went wrong!