05.06.2013 Views

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

SHOW MORE
SHOW LESS

Create successful ePaper yourself

Turn your PDF publications into a flip-book with our unique Google optimized e-Paper software.

Chidzidzo 21

Mazano eKugadzira Kudya Kunovaka Miviri

Kuronga Kudya

Usati waenda kunotenga zvokudya, ronga kudya kwega kwega. Iva

nechokwadi kuti munhu wese anozowana chikamu kubva mumapoka

ezvokudya akasiyana siyana. Kazhinji zvinobatsira kuva nehurongwa

kwakanyorwa uye kunyora pasi zvokudya zvinozodyiwa pakudya

kwega kwega.

Nyora pasi zvinhu zvaunofanira kutenga

Chinotevera, nyora pasi zvokudya zvinodikanwa kubva kuchitoro

nehuwandu hwazvo. Urongwa hwezvinhu zvaunoda kutenga haungotibatsira

chete kuyeuka zvinhu zvose zvatinenge tichida, asi hunotibatsirawo

kudzivirira kushandisa mari pazvokudya zvamafaro zvatinokwanisa

kurarama tisina. Somuenzaniso, kana tiine urongwa, kazhinji

tinodzivirira kutenga mabhotoro ezvokunwa nezviwitsi, izvo zvinodhura

uye zvisingavaki muviri.

Nekunyatsoronga nokutenga, tinokwanisa kuenda kunotenga nenguva

dziri kure, uye tinokwanisa kushandisa nguva nesimba redu kuita zvimwe

zvinhu zvakakosha, sezvakaitwa nemumwe murume akanga afirwa

nemudzimai wake akasiyiwa nevana gumi nevaviri. Baba ava vaiziva

kuti vakanga vasina nguva yakawanda yokupedza vari kuzvitoro,

saka vainyatsoronga kudya kwavo uye vaiziva chaizvo zvavaida kutenga

nguva dzose dzavaienda kunotenga. Vainyatsochengeta zvokudya

zvacho kuti vave nechokwadi chekuti zvainge zviri fureshi kuti Mhuri

yavo idye.

Tengai Zvokudya Zvakawanda Uye Zvisingadure

Tengai zvokudya pazvinenge zvakawanda, nokuti mutengo ipapo

kazhinji unenge wakaderera chaizvo. Kana zvichibvira, wedzerai

huwandu hwamunotenga hwezvimwe zvokudya munguva yazvinoibva,

apo pazvinenge zvakawanda uye zvakachipa. Zviomesei kana

kuzvichengeta nedzimwe nzira kuti mugozodya pashure. Zvakakosha

kuti tironge nenzira iyi pachine nguva kuitira mimwe mwaka apo zvimwe

zvokudya pazvinenge zvirizvishoma.

Chengetai magadheni nemhuka

Mhuri zhinji dzinorima michero nemavhejiteburu. Kunyange kana

Mhuri isina nzvimbo yakakura, kazhini vanokwanisa kurima mbeu

shoma mubokisi rapafafitera kana rapavharanda. kana bindu ravo iri

dikisa, mhuri kazhinji inodya mavhejiteburu nemichero sokuibva kwazvinenge

zvichiita. Kana mhuri ine bindu rakakura, kazhinji vanhodya

zvimwe zvokudya zvacho zviri fureshi uye vofusha zvimwe zvese kuti

zvigozodyiwa pashure. Kuomesa inzira inonyanyoshandiswa chaizvo

kufusha zvokudya.

189

Hooray! Your file is uploaded and ready to be published.

Saved successfully!

Ooh no, something went wrong!