05.06.2013 Views

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

SHOW MORE
SHOW LESS

You also want an ePaper? Increase the reach of your titles

YUMPU automatically turns print PDFs into web optimized ePapers that Google loves.

Chidzidzo 8

■ Ratidza mufananidzo 8-a, “Josefa achisanganiswazve nevakoma

vake.” Sei Josefa nevakoma vake vakakwanisa kuve nekusanganazve

kune rufaro nekugara pamwechete murunyararo kwemakore

mazhinji?

Nyaya yeUpenyu 2

1. Ndakanga ndiri muduku wevanakomana vaviri (onai Ruka

15:11–12).

2. Ndakaenda kunyika yekure uko kwandakaparadza nhaka yandakanga

ndapiwa nababa vangu (onai Ruka 15:13).

3. Pakauya nzara munyika iyi, ndakatanga kuva mukushaya (onai

Ruka 15:14).

4. Kuti ndiwane kudya, ndakotora basa rekupa kudya kunguruve

(onai Ruka 15:15).

5. Ndakayeka kuti baba vangu vaipa kudya kuvaranda vavo zvakanaka

chaizvo, saka ndakasarudza kuenda kumba ndonokumbira

baba vangu kuti vanditore semuranda (onai Ruka 15:17–19).

6. Baba vangu pavakandiona ndichiuya, vakamhanya kuzosangana

neni, vakanditsvoda, vakandipa nguo yavo yakanakisisa, mhete

yechigunwe, neshangu, vakaita mabiko ekupembererera kudzoka

kwangu kumba (onai Ruka 15:20–14).

7. Ndini ani?

■ Mhinduro: Mwanakomana muparadzi.

■ Ratidza mufananidzo 8-b, “Mwanakomana muparadzi anodzoka.”

Kusanganazve kune rufaro uku kwakakwanisika sei?

Nyaya mbiri idzi dzinobva muBhaibheri dzinoratidza zvinogona kuitika

kana nhengo dzemhuri dzikaregererana.

■ Ruregerero chii? Nyaya yaJoseph neye mwanakomana muparadzi

dzinoratidza sei musimboti weruregerero?

Patinoregerera, Tinoshandisa Rudo Rwunenge RwaKristu

Jesu Kristu akatipa muenzaniso wakanaka wemaregererero eavo vanotitadzira.

Nezve muenzaniso weMuponesi Mukuru Robert L. Simpson

vakati:

“Nhorooondo yeBhaibheri inotitaurira kuti hakuna munhu wenyama

atiambosangana nekuninipiswa, kurwadziwa, kutambudzika kwakaonekwa

neMuponesi wenyika munguva dzekupedzisira dzekurarama

kwake semunhu wenyama.

62

Hooray! Your file is uploaded and ready to be published.

Saved successfully!

Ooh no, something went wrong!