05.06.2013 Views

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

Mudzimai weMazuva Ekupedzisira, Chikamu Chechipiri

SHOW MORE
SHOW LESS

You also want an ePaper? Increase the reach of your titles

YUMPU automatically turns print PDFs into web optimized ePapers that Google loves.

116

KUKUNDA UIPI

HWENYIKA

Chidzidzo 14

Chinangwa chechidzidzo ndechekutibatsira kunyatsoziva mazano

aIshe maererano neuipi hwanhasi nekuti tingatarisane nhahwo sei.

Masimba aSatani, Zvinangwa Zvake neUnyengedzi

Pane nyaya inogarotaurwa yevarume vatatu vakanyorera kutsvaga

basa rekutyaira mabhazi ekambani yekufambisa. Mutsvagi aizobudirira

aizotyaira munzira dzemumakomo makuru dzine mikwidza ine

ngozi. Abvunzwa kuti aizotyaira sei, wekutanga akapindura: Ndiri

mutyairi akanaka, ane ruzivo. Ndinokwanisa kutyaira pedyo nekumucheto

kwemukwidza zvekuti vhiri remotokari rinenge riri pedyo

pedyo nemucheto isingambo buda.

“ ‘Uko ndiko kutyaira kwakanaka,’ akadaro musevenzerwi.

“Murume wechipiri akavirima, ‘Aa, ndinokwanisa kuita zvirinani

kupfuura izvozvo. Ndinokwanisa kutyaira zvakanyatsonaka zvekuti

vhiri remotokari rinopfuurira, chikami chepakati nepakati chevhiri

chiri kumucheto kwemukwidza, chimwe chikamu chirimumhepo

chakapfuurira mucheto.’

“Musevenzerwi akafunga kuti chii chaizotaurwa nemurume wechitatu,

akashamisika nekufadzwa nekunzwa, ‘Changamire, Ndinokwanisa

kungova kure nemucheto zvinokwanisika.’ Hazvibatsire kubvunza

kuti ndeupi wevarume ava akawana basa” (Spencer W. Kimball,

The Miracle of Forgiveness [1969], pp. 217–8).

Rwendo rwedo nemuupenyu mumazuva ano ekupedzisira rwunotora

nzvimbo munzvimbo ine ngozi (onai 2 Timotio 3:1). Tinofanira kuita

semutyairi wechitatu. Sekusarudza kwaakaita neuchenjeri kunzvenga

ngozi, tinofanira kusarudza kunzvenga uipi hwenyika.

■ Verengai 1 VaTesaronika 5:22. Sei zvakakosha kwatiri kunzvenga

kunyange kunyange chimiro cheuipi?

■ Verengai Moroni 7:12, 14. Chii chinotinyengera kuita chakaipa?

Hooray! Your file is uploaded and ready to be published.

Saved successfully!

Ooh no, something went wrong!